VaEfeso 4:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Bvisai kuvengana kwese,+ kutsamwa, hasha, kupopota, nekutuka,+ pamwe chete nezvinhu zvese zvakaipa.+ VaKorose 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi iye zvino munofanira kubvisa pamuri zvese zvinoti: hasha, kutsamwa, uipi,+ kutuka,+ uye kutaura nemiromo yenyu mashoko anonyadzisira.+
31 Bvisai kuvengana kwese,+ kutsamwa, hasha, kupopota, nekutuka,+ pamwe chete nezvinhu zvese zvakaipa.+
8 Asi iye zvino munofanira kubvisa pamuri zvese zvinoti: hasha, kutsamwa, uipi,+ kutuka,+ uye kutaura nemiromo yenyu mashoko anonyadzisira.+