1 Johani 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Iri ndiro shoko ratakanzwa kwaari uye ratava kukuzivisai rekuti: Mwari chiedza+ uye maari hamuna kana rima.
5 Iri ndiro shoko ratakanzwa kwaari uye ratava kukuzivisai rekuti: Mwari chiedza+ uye maari hamuna kana rima.