Johani 19:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Paakanga agamuchira vhiniga yacho, Jesu akati: “Zvaitika!”+ uye musoro wake wakabva warereka, akabudisa simba rake reupenyu.*+ Zvakazarurwa 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 uye dzaishevedzera dzichiti: “Gwayana iro rakaurayiwa,+ rakakodzera kuva nemasimba nepfuma neuchenjeri nesimba nekukudzwa nekubwinya nekurumbidzwa.”+
30 Paakanga agamuchira vhiniga yacho, Jesu akati: “Zvaitika!”+ uye musoro wake wakabva warereka, akabudisa simba rake reupenyu.*+
12 uye dzaishevedzera dzichiti: “Gwayana iro rakaurayiwa,+ rakakodzera kuva nemasimba nepfuma neuchenjeri nesimba nekukudzwa nekubwinya nekurumbidzwa.”+