Mako 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene*+ cheUmambo hwaMwari, asi kuvanhu vari kunze zvese zvinongoramba zviri mumifananidzo,+
11 Akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene*+ cheUmambo hwaMwari, asi kuvanhu vari kunze zvese zvinongoramba zviri mumifananidzo,+