1 Madzimambo 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Zvino Eriya*+ muTishbhi, mugari wekuGiriyedhi,+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu, Mwari waIsraeri wandinoshumira,* mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura kunze kwekunge ini ndataura!”+ Jakobho 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Eriya aingovawo munhu sesu, asi paakanyengetera nemwoyo wese kuti kusanaya, mvura haina kunaya munyika yacho kwemakore matatu nemwedzi 6.+
17 Zvino Eriya*+ muTishbhi, mugari wekuGiriyedhi,+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu, Mwari waIsraeri wandinoshumira,* mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura kunze kwekunge ini ndataura!”+
17 Eriya aingovawo munhu sesu, asi paakanyengetera nemwoyo wese kuti kusanaya, mvura haina kunaya munyika yacho kwemakore matatu nemwedzi 6.+