Genesisi 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 vanakomana vaMwari+ wechokwadi* vakatanga kuona kuti vanasikana vevanhu vakanga vakanaka. Saka vakatanga kutora vese vavainge vada vachivaita madzimai avo. Judha 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye ngirozi dzisina kuchengeta nzvimbo yadzo yepakutanga, dziya dzakasiya nzvimbo yadzo yekugara yakakodzera,+ akadzichengeta murima gobvu dzakasungwa nekusingaperi kuti dzizotongwa pazuva guru.+
2 vanakomana vaMwari+ wechokwadi* vakatanga kuona kuti vanasikana vevanhu vakanga vakanaka. Saka vakatanga kutora vese vavainge vada vachivaita madzimai avo.
6 Uye ngirozi dzisina kuchengeta nzvimbo yadzo yepakutanga, dziya dzakasiya nzvimbo yadzo yekugara yakakodzera,+ akadzichengeta murima gobvu dzakasungwa nekusingaperi kuti dzizotongwa pazuva guru.+