Zvakazarurwa 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+
14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+