RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Mukadzi, mwanakomana, uye dhiragoni (1-6)

      • Mikaeri anorwa nedhiragoni (7-12)

        • Dhiragoni inokandwa pasi (9)

        • Dhiyabhorosi anoziva kuti ane nguva pfupi (12)

      • Dhiragoni inotambudza mukadzi (13-17)

Zvakazarurwa 12:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akapfeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 177-178

    Vazivisi, p. 78

Zvakazarurwa 12:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 177-178

    Vazivisi, p. 78

Zvakazarurwa 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:9; 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 178

    Nharireyomurindi,

    9/1/2001, p. 6

    Vazivisi, p. 78

Zvakazarurwa 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:7
  • +Ge 6:2; Jud 6
  • +Ge 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2018, p. 23

    Zvakazarurwa, pp. 178-179

Zvakazarurwa 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:15
  • +Pis 2:9; 110:2; Zva 19:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 177, 179-180

    Vazivisi, p. 78

Zvakazarurwa 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32

    Zvakazarurwa, pp. 179-180, 184

Zvakazarurwa 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Ndiani Akaita saMwari?”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:13; 12:1; Jud 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Zvakazarurwa, pp. 180-182

    Nharireyomurindi,

    7/1/1990, p. 26

    “Rugwaro Rwose,” p. 142

    Shoko raMwari, p. 160

Zvakazarurwa 12:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “asi yakakundwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Zvakazarurwa, pp. 180-182

Zvakazarurwa 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:3; 20:2
  • +Ge 3:1; 2VaK 11:3; Zva 12:14
  • +Mt 4:1; Joh 8:44; VaH 2:14; Jak 4:7; 1Pe 5:8
  • +1Mak 21:1; Job 1:6; Zek 3:2; Mt 4:10; Joh 13:27; VaR 16:20; 2VaT 2:9
  • +2VaK 4:4; 11:14; VaE 2:2; 1Jo 5:19
  • +Ru 10:18; Zva 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Nharireyomurindi,

    5/15/2015, pp. 9-10

    5/15/2009, p. 18

    2/15/2004, p. 16

    Mukai!,

    10/2010, pp. 12-13

    Zvakazarurwa, pp. 180-182

    Shoko raMwari, p. 160

Zvakazarurwa 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:11; VaH 9:28; 1Pe 1:5
  • +Zva 11:15, 17
  • +Job 1:9; Zek 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rinotidzidzisei?, p. 86

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, pp. 79-80

    Nharireyomurindi,

    1/15/2006, p. 22

    4/15/1999, p. 17

    12/15/1990, pp. 19-20

    Zvakazarurwa, pp. 182-183

Zvakazarurwa 12:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “upenyu hwavo.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:14
  • +1Pe 1:18, 19
  • +Mab 1:8; 2Ti 1:8; Zva 1:9
  • +Mt 16:25; Ru 14:26; Mab 20:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2007, p. 31

    12/15/1990, pp. 19-20

    Zvakazarurwa, pp. 182-183

Zvakazarurwa 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:20; 60:2; Zva 17:15
  • +Mt 24:34; VaR 16:20; 2Ti 3:1; 2Pe 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Rinotidzidzisei?, pp. 86-87

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 80

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 22

    Zvakazarurwa, pp. 182-183

    Nharireyomurindi,

    10/15/2001, p. 6

    10/1/1999, p. 4

    4/1/1996, pp. 17-18

    11/1/1995, p. 19

    Shoko raMwari, pp. 160-161

    Midzimu Isingaoneki, p. 40

Zvakazarurwa 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 10:18
  • +Ge 3:15; Zva 12:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 183-184

Zvakazarurwa 12:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, nguva nhatu nehafu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:4; Isa 40:31
  • +Zva 12:6
  • +Ge 3:1; 2VaK 11:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32

    Zvakazarurwa, pp. 183-184

Zvakazarurwa 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2020, p. 6

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 150-151

    Zvakazarurwa, pp. 184-185

Zvakazarurwa 12:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 8

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 151

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    11/1/1990, p. 15

    Kupupurira Kwazvo, p. 164

    Zvakazarurwa, pp. 185-186

Zvakazarurwa 12:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “nembeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15
  • +Mt 24:9; Mab 1:8; Zva 1:9; 6:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 11-12, 183, 185-186, 279

    Kupukunyuka, pp. 176-177

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 12:1Ge 3:15
Zvak. 12:3Zva 12:9; 20:2
Zvak. 12:4Job 38:7
Zvak. 12:4Ge 6:2; Jud 6
Zvak. 12:4Ge 3:15
Zvak. 12:5Zva 11:15
Zvak. 12:5Pis 2:9; 110:2; Zva 19:15
Zvak. 12:6Zva 12:14
Zvak. 12:7Dha 10:13; 12:1; Jud 9
Zvak. 12:9Zva 12:3; 20:2
Zvak. 12:9Ge 3:1; 2VaK 11:3; Zva 12:14
Zvak. 12:9Mt 4:1; Joh 8:44; VaH 2:14; Jak 4:7; 1Pe 5:8
Zvak. 12:91Mak 21:1; Job 1:6; Zek 3:2; Mt 4:10; Joh 13:27; VaR 16:20; 2VaT 2:9
Zvak. 12:92VaK 4:4; 11:14; VaE 2:2; 1Jo 5:19
Zvak. 12:9Ru 10:18; Zva 12:13
Zvak. 12:10VaR 13:11; VaH 9:28; 1Pe 1:5
Zvak. 12:10Zva 11:15, 17
Zvak. 12:10Job 1:9; Zek 3:1
Zvak. 12:111Jo 2:14
Zvak. 12:111Pe 1:18, 19
Zvak. 12:11Mab 1:8; 2Ti 1:8; Zva 1:9
Zvak. 12:11Mt 16:25; Ru 14:26; Mab 20:24
Zvak. 12:12Isa 57:20; 60:2; Zva 17:15
Zvak. 12:12Mt 24:34; VaR 16:20; 2Ti 3:1; 2Pe 3:3
Zvak. 12:13Ru 10:18
Zvak. 12:13Ge 3:15; Zva 12:1
Zvak. 12:14Eks 19:4; Isa 40:31
Zvak. 12:14Zva 12:6
Zvak. 12:14Ge 3:1; 2VaK 11:3
Zvak. 12:17Ge 3:15
Zvak. 12:17Mt 24:9; Mab 1:8; Zva 1:9; 6:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 12:1-17

Bhuku raZvakazarurwa

12 Zvino chiratidzo chikuru chakaoneka kudenga: Kwaiva nemukadzi+ akanga akashonga* zuva, pasi petsoka dzake paine mwedzi, mumusoro make muine korona yakagadzirwa nenyeredzi 12, 2 uye aiva nepamuviri. Aichema, achigomera nemarwadzo ekusununguka.

3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe; 4 muswe wayo wakadhonza chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvenyeredzi+ dzedenga ukadzikanda panyika.+ Dhiragoni yakaramba yakamira pamberi pemukadzi+ akanga ava kuda kusununguka, ichimirira kuti asununguke yobva yadya mwana wake.

5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo. 6 Mukadzi wacho akatizira kurenje kune nzvimbo yake yaakagadzirirwa naMwari uko kwavaizomupa zvekudya kwemazuva 1 260.+

7 Zvino hondo yakatanga kudenga: Mikaeri*+ nengirozi dzake vakarwisa dhiragoni, uye dhiragoni nengirozi dzayo vakarwisawo 8 asi havana kukunda,* uye havana kuzovazve nenzvimbo kudenga. 9 Saka dhiragoni huru+ yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ uyo ari kutsausa nyika yese;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye. 10 Ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:

“Ruponeso+ nesimba neUmambo hwaMwari wedu+ nesimba raKristu wake zvazouya, nekuti anopomera hama dzedu akandwa pasi, iye anodzipomera siku nesikati pamberi paMwari wedu!+ 11 Vakamukunda+ neropa reGwayana+ uye neshoko ravaipupura,+ uye havana kukoshesa mweya yavo*+ kunyange pavainangana nerufu. 12 Saka farai, imi matenga nemi munogara maari! Mune nhamo imi nyika negungwa,+ nekuti Dhiyabhorosi adzika kwamuri, akatsamwa kwazvo, achiziva kuti ane nguva pfupi.”+

13 Dhiragoni payakaona kuti yakandwa panyika,+ yakatambudza mukadzi+ uya akasununguka mwanakomana. 14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kunzvimbo yake kurenje, uko kwaachapiwa zvekudya kwenguva imwe chete nedzimwe nguva nehafu yenguva,*+ kure nenyoka.+

15 Nyoka yakabva yabudisa mvura zvine simba mumuromo mayo; yakaibudisa ichiita serwizi ichitevera mukadzi, kuti anyudzwe nerwizi rwacho. 16 Asi nyika yakabatsira mukadzi, uye nyika yakashama muromo wayo ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa nedhiragoni mumuromo mayo. 17 Saka Dhiragoni yakatsamwira mukadzi kwazvo, ikaenda kunorwa nevana* vake vakanga vasara,+ vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rekupupura nezvaJesu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe