Zvakazarurwa 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndakabva ndaona kutaura kutatu kwakafemerwa, kusina kuchena,* kwakanga kwakafanana nematatya kuchibuda mukanwa medhiragoni+ nemechikara nememuprofita wenhema. Zvakazarurwa 20:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.
13 Ndakabva ndaona kutaura kutatu kwakafemerwa, kusina kuchena,* kwakanga kwakafanana nematatya kuchibuda mukanwa medhiragoni+ nemechikara nememuprofita wenhema.
2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore 1 000.