Zvakazarurwa 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe;
3 Kudenga kwakabva kwaoneka chimwe chiratidzo. Kwaiva nedhiragoni huru+ yaiva neruvara rwakaita serimi remoto, nemisoro minomwe nenyanga gumi, uye misoro yacho yaiva nekorona nomwe;