-
Zvakazarurwa 13:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Chakabvumirwa kuti chipe mweya wekufema* kumufananidzo wechikara, kuti mufananidzo wechikara utaure uye uurayise vese vanoramba kunamata mufananidzo wechikara.
16 Chinomanikidza vanhu vese, vakuru nevadiki, vapfumi nevarombo, vakasununguka nevaranda, kuti vaiswe chiratidzo paruoko rwavo rwerudyi kana kuti pahuma dzavo,+
-