RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 35:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Zvisinei, Josiya haana kubva kwaari, asi akaita kuti vanhu varege kumuziva+ kuti arwe naye, uye haana kuteerera mashoko aNeko, ayo aibva mumuromo maMwari. Saka akaenda kunorwa muBani reMegidho.+

  • Zekariya 12:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Zuva iroro muJerusarema muchava nemhere huru, semhere yepaHadhadhirimoni muBani reMegidho.+

  • Zvakazarurwa 19:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye ndakaona chikara nemadzimambo enyika nemauto awo vakaungana kuti varwe neuya akatasva bhiza neuto rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe