RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Rumbidzai Jah nekuda kwemitongo yake (1-10)

        • Muchato weGwayana (7-9)

      • Mutasvi webhiza jena (11-16)

      • Kudya kukuru kwemanheru kwaMwari (17, 18)

      • Chikara chinokundwa (19-21)

Zvakazarurwa 19:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 150:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 1-2

Zvakazarurwa 19:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4; Pis 19:9; Zva 15:3
  • +Dhe 32:43; 2Mad 9:7; Pis 79:10; Zva 18:20, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 1-3

Zvakazarurwa 19:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 117:1
  • +Isa 34:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndichapedza Upfambi Hwako”

    rr chits. 15 ndim. 20

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 1-4

Zvakazarurwa 19:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:4
  • +Zva 4:6
  • +Pis 106:48

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 5

Zvakazarurwa 19:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 134:1; 135:1
  • +Pis 115:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 19:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 113:1
  • +Eks 6:3
  • +Pis 97:1; Isa 52:7; Zva 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38

    Kununurwa Pakuratidzwa kwaJesu Kristu

    w93 5/1 pp. 25-26

    Kurudziranai Sezvo Zuva Rinoswedera Pedyo

    w90 12/15 p. 16 ndim. 4

    Roorano Inobetsera Mamirioni Ari Kurarama Zvino

    w89 7/1 pp. 23-24

Zvakazarurwa 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngatifarirei Kuroora kweGwayana!

    w14 2/15 pp. 8-12

    Unoyeuka Here?

    w14 6/15 p. 22

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 12-18

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 13 ndim. 19

    Kununurwa Pakuratidzwa kwaJesu Kristu

    w93 5/1 p. 26 ndim. 18

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w90 8/15 p. 30

    Roorano Inobetsera Mamirioni Ari Kurarama Zvino

    w89 7/1 pp. 23-24

    Iwe Unoyeuka Here?

    w89 8/15 p. 29

Zvakazarurwa 19:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 61:10; VaE 5:25-27; Zva 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 12-14

Zvakazarurwa 19:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 22:2; 25:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

    w15 7/15 pp. 14-19

    Ngatifarirei Kuroora kweGwayana!

    w14 2/15 p. 10 ndim. 12

    Tenga Ndarama Yakanatswa Nomwoto

    re chits. 13 ndim. 22

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 19-20

Zvakazarurwa 19:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 10:25, 26; Zva 22:8, 9
  • +Mt 28:19, 20; Mab 1:8
  • +Mt 4:10; Joh 4:23
  • +Ru 24:27; Mab 10:43; 1Pe 1:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevedzera Ngirozi Dzakatendeka

    w25.05 pp. 3-4 ndim. 5-7

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 p. 5 ndim. 11

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 20-23

Zvakazarurwa 19:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:2
  • +Zva 1:5
  • +Joh 1:14; Zva 3:14
  • +Isa 11:4, 5; VaH 1:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 17 ndim. 10

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 4-5

Zvakazarurwa 19:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Panogona kunge pachireva zvishongo zvaisungwa mumusoro nemadzimambo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 5 ndim. 2

    “Ramba Wakabatisisa Zvaunazvo”

    re chits. 12 ndim. 24

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 4-8

Zvakazarurwa 19:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “yakasaswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 9

Zvakazarurwa 19:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 17 ndim. 10

    Rumbidzai Kristu​—⁠Mambo Anokudzwa!

    w14 2/15 pp. 6-7 ndim. 15-16

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 5 ndim. 3

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 10-11

Zvakazarurwa 19:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 2:8; Zva 1:13, 16
  • +Pis 2:9; Zva 2:26, 27
  • +Joe 3:13; Zva 14:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 14-19

    Armagedhoni—Rini?

    w90 5/15 pp. 4-5

Zvakazarurwa 19:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 28:18; VaF 2:9-11; 1Ti 6:15; Zva 17:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 19

Zvakazarurwa 19:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumhepo; mudenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 39:4, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39

Zvakazarurwa 19:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 39:18
  • +Eze 39:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Musoro Mukuru weBhaibheri

    re chits. 2 ndim. 20

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39

Zvakazarurwa 19:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:14, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndiani “Mambo Wekuchamhembe” Mazuva Ano?

    w20.05 p. 15 ndim. 14

    “Ndiri Kukurwisa, Iwe Gogi”

    rr chits. 17 ndim. 9

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w15 5/15 p. 29 ndim. 4

    Zvichaitwa Nokuuya kwaKristu

    w07 3/15 p. 4

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 22-23

Zvakazarurwa 19:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:13
  • +Zva 13:16, 17
  • +Zva 13:15
  • +Mt 10:28; 2Pe 2:6; Jud 7; Zva 20:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?

    w22.05 p. 11 ndim. 12

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1953

    Chii Chinonzi Gungwa Romoto? Rakafanana Here Nehero Kana Kuti Gehena?

    ijwbq nyaya 76 ndim. 5

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 22-24

Zvakazarurwa 19:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:16; 6:2
  • +Eze 39:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni

    re chits. 39 ndim. 22-25

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 19:1Pis 150:6
Zvak. 19:2Dhe 32:4; Pis 19:9; Zva 15:3
Zvak. 19:2Dhe 32:43; 2Mad 9:7; Pis 79:10; Zva 18:20, 24
Zvak. 19:3Pis 117:1
Zvak. 19:3Isa 34:10
Zvak. 19:4Zva 4:4
Zvak. 19:4Zva 4:6
Zvak. 19:4Pis 106:48
Zvak. 19:5Pis 134:1; 135:1
Zvak. 19:5Pis 115:13
Zvak. 19:6Pis 113:1
Zvak. 19:6Eks 6:3
Zvak. 19:6Pis 97:1; Isa 52:7; Zva 11:15
Zvak. 19:8Isa 61:10; VaE 5:25-27; Zva 14:4
Zvak. 19:9Mt 22:2; 25:10
Zvak. 19:10Mab 10:25, 26; Zva 22:8, 9
Zvak. 19:10Mt 28:19, 20; Mab 1:8
Zvak. 19:10Mt 4:10; Joh 4:23
Zvak. 19:10Ru 24:27; Mab 10:43; 1Pe 1:10, 11
Zvak. 19:11Zva 6:2
Zvak. 19:11Zva 1:5
Zvak. 19:11Joh 1:14; Zva 3:14
Zvak. 19:11Isa 11:4, 5; VaH 1:8, 9
Zvak. 19:12Zva 1:13, 14
Zvak. 19:13Joh 1:1
Zvak. 19:152VaT 2:8; Zva 1:13, 16
Zvak. 19:15Pis 2:9; Zva 2:26, 27
Zvak. 19:15Joe 3:13; Zva 14:19, 20
Zvak. 19:16Mt 28:18; VaF 2:9-11; 1Ti 6:15; Zva 17:14
Zvak. 19:17Eze 39:4, 17
Zvak. 19:18Eze 39:18
Zvak. 19:18Eze 39:20
Zvak. 19:19Zva 16:14, 16
Zvak. 19:20Zva 16:13
Zvak. 19:20Zva 13:16, 17
Zvak. 19:20Zva 13:15
Zvak. 19:20Mt 10:28; 2Pe 2:6; Jud 7; Zva 20:14
Zvak. 19:21Zva 2:16; 6:2
Zvak. 19:21Eze 39:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 19:1-21

Bhuku raZvakazarurwa

19 Pashure peizvi, ndakanzwa ruzha rukuru kudenga rwaiita semanzwi eboka guru. Manzwi acho aiti: “Rumbidzai Jah!*+ Ruponeso nekukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu, 2 nekuti mitongo yake ndeyechokwadi uye yakarurama.+ Nekuti aranga pfambi huru yakasvibisa nyika neupombwe* hwayo, uye atsiva ropa revaranda vake rayakadeura nemaoko ayo.”+ 3 Akabva ati kechipiri: “Rumbidzai Jah!*+ Utsi hunobva pairi hunoramba huchipwititika nariini nariini.”+

4 Vakuru 24+ nezvisikwa zvipenyu zvina+ vakabva vawira pasi, vakanamata Mwari agere pachigaro cheumambo, vakati: “Ameni! Rumbidzai Jah!”*+

5 Uye pachigaro cheumambo pakabuda inzwi raiti: “Rumbidzai Mwari wedu, imi varanda vake vese+ vanomutya, vadiki nevakuru.”+

6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+ 7 Ngatipembere tichifara kwazvo, uye ngatimukudzei, nekuti muchato weGwayana wasvika uye mwenga waro agadzirira. 8 Chokwadi, abvumirwa kupfeka nguo yejira rakanaka, inopenya, uye yakachena, nekuti jira rakanaka rinomiririra mabasa akarurama evatsvene.”+

9 Ngirozi yacho yakandiudza kuti, “Nyora kuti: Vanofara vaya vakakokwa kumabiko emanheru emuchato weGwayana.”+ Yakandiudzawo kuti: “Aya mashoko echokwadi aMwari.” 10 Ndakabva ndapfugama pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate. Asi yakandiudza kuti: “Aiwa! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda sezvauri iwe nehama dzako dzine basa rekupupura nezvaJesu.+ Namata Mwari!+ Nekuti chinangwa cheuprofita ndechekupupura nezvaJesu.”+

11 Ndakaona denga rakavhurika, paine bhiza jena.+ Ainge akaritasva anonzi Akatendeka+ uye weChokwadi.+ Iye anotonga zvakarurama uye anorwa zvakarurama.+ 12 Maziso ake marimi emoto,+ uye mumusoro make mune korona zhinji.* Akanyorwa zita risina anoriziva kunze kwake iye ega; 13 akapfeka nguo yekunze ine* ropa, uye anonzi Shoko+ raMwari. 14 Uyewo mauto ekudenga akanga achimutevera akatasva mabhiza machena, akapfeka nguo dzejira jena rakanaka uye rakachena. 15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+ 16 Panguo yake yekunze, ipo pachidya chake, pakanyorwa zita rekuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+

17 Ndakaonawo ngirozi imire muzuva, uye yakashevedzera nenzwi guru ikati kushiri dzese dzinobhururuka nepakati pedenga:* “Uyai kuno, unganai pakudya kukuru kwemanheru kwaMwari,+ 18 kuti mudye nyama yemadzimambo nenyama yevatungamiriri vehondo nenyama yevarume vane simba+ nenyama yemabhiza neyevaya vanoatasva,+ nenyama yevanhu vese, vakasununguka nevaranda, uye vadiki nevakuru.”

19 Uye ndakaona chikara nemadzimambo enyika nemauto awo vakaungana kuti varwe neuya akatasva bhiza neuto rake.+ 20 Chikara chakabatwa, pamwe chete nemuprofita wenhema+ aiita zviratidzo pamberi pacho izvo zvaaitsausa nazvo vaya vakaiswa chiratidzo chechikara+ nevaya vanonamata mufananidzo wacho.+ Vese vari vaviri vakakandwa mugungwa remoto unopfutiswa nesarufa vari vapenyu.+ 21 Asi vamwe vese vakaurayiwa nebakatwa refu rakabuda mukanwa meuya agere pabhiza.+ Uye shiri dzese dzakaguta nenyama yavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe