Mabasa 20:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Ndinoziva kuti kana ndaenda mhumhi dzinotyisa dzichapinda pakati penyu+ uye hadzizobati makwai neunyoro, 30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+ 2 VaKorinde 11:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti varume vakadaro vaapostora venhema, vashandi vanonyengera, vanonyepedzera kuva vaapostora vaKristu.+ 1 Johani 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vadiwa, musangotenda mashoko ese akafemerwa,*+ asi edzai mashoko akafemerwa* kuti muone kana achibva kuna Mwari,+ nekuti munyika mune vaprofita venhema vakawanda.+
29 Ndinoziva kuti kana ndaenda mhumhi dzinotyisa dzichapinda pakati penyu+ uye hadzizobati makwai neunyoro, 30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+
13 Nekuti varume vakadaro vaapostora venhema, vashandi vanonyengera, vanonyepedzera kuva vaapostora vaKristu.+
4 Vadiwa, musangotenda mashoko ese akafemerwa,*+ asi edzai mashoko akafemerwa* kuti muone kana achibva kuna Mwari,+ nekuti munyika mune vaprofita venhema vakawanda.+