RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “Ndini Arufa naOmega,”*+ anodaro Jehovha* Mwari, “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya, Wemasimbaose.”+

  • Zvakazarurwa 4:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Kana zviri zvisikwa zvipenyu zvina, chimwe nechimwe chazvo chaiva nemapapiro 6; akanga akazara maziso kumativi ese uye nechepasi pawo.+ Siku nesikati zvinoramba zvichiti: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene, Jehovha*+ Mwari Wemasimbaose, uyo akanga aripo uye aripo uye achauya.”+

  • Zvakazarurwa 11:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe