Genesisi 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ani naani anodeura ropa remunhu, ropa rake richadeurwawo nemunhu,+ nekuti Mwari akaita munhu nemufananidzo wake.+ Jeremiya 51:49 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 “Bhabhironi harina kungouraya vaya vakaurayiwa pavaIsraeri chete,+Asi muBhabhironi makafirawo vaya vakaurayiwa vepanyika yese.
6 Ani naani anodeura ropa remunhu, ropa rake richadeurwawo nemunhu,+ nekuti Mwari akaita munhu nemufananidzo wake.+
49 “Bhabhironi harina kungouraya vaya vakaurayiwa pavaIsraeri chete,+Asi muBhabhironi makafirawo vaya vakaurayiwa vepanyika yese.