RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 13:15-17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Chakabvumirwa kuti chipe mweya wekufema* kumufananidzo wechikara, kuti mufananidzo wechikara utaure uye uurayise vese vanoramba kunamata mufananidzo wechikara.

      16 Chinomanikidza vanhu vese, vakuru nevadiki, vapfumi nevarombo, vakasununguka nevaranda, kuti vaiswe chiratidzo paruoko rwavo rwerudyi kana kuti pahuma dzavo,+ 17 uye kuti parege kuva nemunhu anotenga kana kutengesa kunze kwekunge aine chiratidzo, zita+ rechikara kana nhamba yezita racho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe