Mateu 24:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Saka rambai makarinda nekuti hamuzivi kuti Ishe wenyu ari kuuya riini.+ Ruka 12:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Vanofara varanda vaya vanoti kana tenzi achisvika anovawana vakarinda! Chokwadi ndinoti kwamuri, achakwinya nguo dzake* kuti aite basa uye achaita kuti vagare patafura oenda pedyo navo, ovashumira. Ruka 12:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Asi zivai izvi, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya nguvai, angadai asina kurega imba yake ichipazwa.+
37 Vanofara varanda vaya vanoti kana tenzi achisvika anovawana vakarinda! Chokwadi ndinoti kwamuri, achakwinya nguo dzake* kuti aite basa uye achaita kuti vagare patafura oenda pedyo navo, ovashumira.
39 Asi zivai izvi, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya nguvai, angadai asina kurega imba yake ichipazwa.+