RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 137
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Pedyo nenzizi dzeBhabhironi

        • Hakuchina nziyo dzeZiyoni dzinoimbwa (3, 4)

        • Bhabhironi richaparadzwa (8)

Pisarema 137:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:13; Eze 3:15; Dha 10:4
  • +Dha 9:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 19—Mapisarema

    si p. 104 ndim. 22

    Kuyeuka Mukuvimbika Sangano raJehovha

    ws chits. 17

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18 ndim. 5

Pisarema 137:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva muBhabhironi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 24:8

Pisarema 137:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 123:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndichavapa Mwoyo Mumwe Chete”

    rr chits. 9 ndim. 3

    Kuyeuka Mukuvimbika Sangano raJehovha

    ws chits. 17

Pisarema 137:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuyeuka Mukuvimbika Sangano raJehovha

    ws chits. 17

Pisarema 137:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ngarukokonyare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 2:3; Pis 84:2; 102:13, 14; Isa 62:1; Jer 51:50

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuyeuka Mukuvimbika Sangano raJehovha

    ws chits. 17 ndim. 11-14

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18

Pisarema 137:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 122:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jerusarema—Ndiro ‘Mufaro Wako Mukuru Unopfuura Zvose Here’?

    w98 10/15 pp. 13-14

    Kuyeuka Mukuvimbika Sangano raJehovha

    ws chits. 17 ndim. 11-14

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18

Pisarema 137:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:7; Mari 4:22; Eze 25:12; Obh 10-13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 31—Obhadhia

    si p. 151 ndim. 4

    Edhomi Rinofananidzirwa, Razvino Uno Richabviswa

    ws chits. 15 ndim. 6

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18 ndim. 10-11

Pisarema 137:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 47:1; Jer 25:12; 50:2
  • +Jer 50:29; Zva 18:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18

Pisarema 137:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 13:1, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuvimbika Kusangano Rinooneka raMwari Nhasi

    ws chits. 18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 137:1Jer 51:13; Eze 3:15; Dha 10:4
Pis. 137:1Dha 9:2, 3
Pis. 137:2Isa 24:8
Pis. 137:3Pis 123:4
Pis. 137:5Ne 2:3; Pis 84:2; 102:13, 14; Isa 62:1; Jer 51:50
Pis. 137:6Pis 122:1
Pis. 137:7Jer 49:7; Mari 4:22; Eze 25:12; Obh 10-13
Pis. 137:8Isa 47:1; Jer 25:12; 50:2
Pis. 137:8Jer 50:29; Zva 18:6
Pis. 137:9Isa 13:1, 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 137:1-9

Mapisarema

137 Pedyo nenzizi dzeBhabhironi,+ ndipo patakagara pasi.

Takachema patakayeuka Ziyoni.+

 2 Takaturika udimbwa hwedu

Mumiti yemishambangwena iri mariri.*+

 3 Nekuti ikoko vakanga vakatitapa vakatikumbira kuti tivaimbire rwiyo,+

Vaya vaitiseka vaida kuti tivafadze vachiti:

“Tiimbirei rumwe rwenziyo dzekuZiyoni.”

 4 Tingaimba sei rwiyo rwaJehovha

Tiri mune imwe nyika?

 5 Kana ndikakukanganwa, haiwa iwe Jerusarema,

Ruoko rwangu rwerudyi ngarukanganwe unyanzvi hwarwo.*+

 6 Rurimi rwangu ngarunamatire mukanwa mangu

Kana ndikasakuyeuka,

Kana ndikasaita kuti Jerusarema rive

Chikonzero changu chikuru chekufara.+

 7 Yeukai, haiwa Jehovha,

Zvakataurwa nevaEdhomu zuva rakaparadzwa Jerusarema, vachiti:

“Rikoromorei! Rikoromorei kusvikira pafaundesheni yaro!”+

 8 Iwe mwanasikana weBhabhironi, ava kuda kuparadzwa,+

Achafara munhu achakupa mubayiro

Wekukubata semabatiro awakatiita.+

 9 Achafara munhu achabata vana vako

Ovarovera pamatombo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe