RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaKorose 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaKorose

      • Zano kuna vanatenzi (1)

      • “Rambai muchinyengetera” (2-4)

      • Kufamba nekuchenjera kune vari kunze (5, 6)

      • Kwaziso yekupedzisira (7-18)

VaKorose 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:9

VaKorose 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:1; VaR 12:12; VaE 6:18
  • +VaK 3:15; 1VaT 5:18

VaKorose 4:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:30
  • +VaE 6:19, 20; VaF 1:7

VaKorose 4:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “muchitenga nguva yakakodzera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ngwarirai, Uye Chenjererai!”

    w23.02 pp. 18-19

    Kufamba Nouchenjeri Pamusoro Penyika

    w93 7/1 pp. 18-23

VaKorose 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:13; Mk 9:50
  • +1Pe 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Taura Zvakanaka Paunenge Uchidzidzisa Vamwe Chokwadi

    w26.01 pp. 28-30

    Ungaudze Sei Vamwe Mashoko Akanaka?

    lff chidzidzo 22 pfungwa 1-4

    Kutaura Nenyasha Kunoita Kuti Vanhu Vanzwanane

    w10 6/15 pp. 20-24

    “Kutaura Kwenyu Ngakuve . . . Kwakarungwa Nomunyu” Nguva Dzose

    km 1/08 p. 8

    Ziva Mapinduriro Aunofanira Kuita

    be p. 66 ndim. 3-p. 69

    Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here?

    w99 1/15 pp. 22-23

    Chikonzero Nei Zvichifanira Kukurukurwa

    g99 3/8 p. 4

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 51—VaKorose

    si p. 228 ndim. 13

    Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara

    fy chits. 3 ndim. 21

    Wanira Mhuri Yako Ramangwana Rinogara

    fy chits. 16 ndim. 9

    “Tsvakai Rugare Ndokururonda”

    w91 3/1 p. 25 ndim. 20

    Kurukurirano Muushumiri hwechiKristu

    w91 9/1 p. 28 ndim. 13

VaKorose 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tikiko—Muranda Pamwe Chete Naye Anovimbwa

    w98 7/15 p. 8

VaKorose 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tikiko—Muranda Pamwe Chete Naye Anovimbwa

    w98 7/15 p. 8

VaKorose 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Fir 10

VaKorose 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:29; 20:4; 27:2
  • +Mab 12:12; 15:37; Fir 23, 24
  • +VaR 15:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kusimbisa Ungano’

    bt chits. 15

    Mako—‘Anobatsira Pakushumira’

    w10 3/15 p. 8

    Batsira Vamwe Kuti Vafambe Zvakafanira Jehovha

    w00 12/15 p. 17 ndim. 16-17

    Aristarko—Shamwari Yakavimbika

    w97 9/15 p. 31

    Dzivisa Guhwa!

    w89 10/15 p. 12 ndim. 12

VaKorose 4:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kundisimbisa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisanai

    w04 5/1 pp. 18-21

    “Rambai Muchiwana Simba munaShe”

    w04 9/15 p. 13 ndim. 16-17

    Batsira Vamwe Kuti Vafambe Zvakafanira Jehovha

    w00 12/15 pp. 17-19 ndim. 16-23

    Gilead Inotumira Vafundisi “Kusvikira Kurutivi Rwuri Kure Zvikuru Rwepasi”

    w99 12/15 p. 27

    Aristarko—Shamwari Yakavimbika

    w97 9/15 p. 31

VaKorose 4:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 1:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Jehovha Ave Pamberi Pako Nguva Dzose

    w08 2/15 pp. 3-4 ndim. 6-7

    Batsira Vamwe Kuti Vafambe Zvakafanira Jehovha

    w00 12/15 p. 15 ndim. 11

    Mirai Makakwana Muchitendiswa Zvakasimba

    w00 12/15 pp. 19-24

    Epafrasi—“Mushumiri Wakatendeka waKristu”

    w97 5/15 p. 31

VaKorose 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ita Kuti Jehovha Ave Pamberi Pako Nguva Dzose

    w08 2/15 pp. 3-4 ndim. 6-7

    Epafrasi—“Mushumiri Wakatendeka waKristu”

    w97 5/15 p. 31

VaKorose 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 1:3; Mab 1:1
  • +Fir 23, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Achakutsigira

    w15 12/15 p. 25 ndim. 11-12

VaKorose 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 16:5; 1VaK 16:19

VaKorose 4:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose

    w08 8/15 p. 28 ndim. 10

    Chengetai Kutenda Muna Mwari naKristu

    w90 11/15 p. 26

VaKorose 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Fir 1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ramba Uchichenjerera Ushumiri Hwawakagamuchira Munashe”

    w08 1/15 pp. 6-7

VaKorose 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 3:17
  • +VaF 1:7; Fir 9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaK. 4:1VaE 6:9
VaK. 4:2Ru 18:1; VaR 12:12; VaE 6:18
VaK. 4:2VaK 3:15; 1VaT 5:18
VaK. 4:3VaR 15:30
VaK. 4:3VaE 6:19, 20; VaF 1:7
VaK. 4:5VaE 5:15, 16
VaK. 4:6Mt 5:13; Mk 9:50
VaK. 4:61Pe 3:15
VaK. 4:7VaE 6:21, 22
VaK. 4:9Fir 10
VaK. 4:10Mab 19:29; 20:4; 27:2
VaK. 4:10Mab 12:12; 15:37; Fir 23, 24
VaK. 4:10VaR 15:7
VaK. 4:12VaK 1:7, 8
VaK. 4:14Ru 1:3; Mab 1:1
VaK. 4:14Fir 23, 24
VaK. 4:15VaR 16:5; 1VaK 16:19
VaK. 4:161VaT 5:27
VaK. 4:17Fir 1, 2
VaK. 4:182VaT 3:17
VaK. 4:18VaF 1:7; Fir 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaKorose 4:1-18

Tsamba kuvaKorose

4 Imi vanatenzi, batai varanda venyu zvakanaka uye zvakarurama, muchiziva kuti nemiwo muna Tenzi ari kudenga.+

2 Rambai muchinyengetera,+ uye pamunenge muchidaro, rambai makamuka uye ongai.+ 3 Nesuwo muchitinyengetererawo,+ kuti Mwari ativhurire suo rekuparidza shoko kuti tizivise nezvechakavanzika chitsvene* pamusoro paKristu, chinova ndicho chandakaisirwa mujeri,+ 4 uye kuti ndichizivise zvakajeka sezvandinofanira kuita.

5 Rambai muchifamba nekuchenjera pamunenge muine vaya vari kunze, muchishandisa nguva yenyu nekuchenjera.*+ 6 Nguva dzese mashoko enyu ngaaratidze mutsa, akarungwa nemunyu,+ kuti muzive mapinduriro amunofanira kuita munhu mumwe nemumwe.+

7 Tikiko,+ hama yangu inodiwa nemushumiri akatendeka uye muranda waShe seniwo, achakuudzai zvese nezvangu. 8 Ndiri kumutuma kwamuri kuti muzive kuti takadii uye kuti anyaradze mwoyo yenyu. 9 Ari kuuya naOnisimo,+ hama yangu yakatendeka uye inodiwa, inobva kwenyu ikoko; vachakuudzai zvese zviri kuitika kuno.

10 Aristako,+ musungwawo seni, anokukwazisai, vese naMako+ hama yaBhanabhasi, uyo wamakaudzwa kuti kana azouya kwamuri mumugamuchire,+ 11 naJesu, uyo anonzi Justo. Ava vamwe vevaya vakachecheudzwa. Ndivo chete vari kushanda neni pakutsigira Umambo hwaMwari, uye vari kundinyaradza* zvikuru. 12 Epafrasi,+ muranda waKristu Jesu, uyo akabva kwenyu ikoko, anokukwazisai. Anogara achikunyengetererai nemwoyo wese, kuti mupedzisire manyatsokwana, muchitenda zvakasimba zvese zvine chekuita nekuda kwaMwari. 13 Nekuti ndinomupupurira kuti anoshanda nesimba chaizvo achiitira imi nevaya vari kuRaodhikiya nekuHiraporisi.

14 Ruka,+ chiremba anodiwa, anokukwazisai, vese naDhemasi.+ 15 Ndikwazisireiwo hama dziri kuRaodhikiya naNimufa neungano inosanganira pamba pake.+ 16 Kana tsamba iyi yaverengwa pakati penyu, rongai kuti iverengwewo+ muungano yevaRaodhikiya, imi moverengawo inobva kuRaodhikiya. 17 Uyewo, udzai Akipasi+ kuti: “Isa pfungwa dzako paushumiri hwawakagamuchira munaShe, wonyatsohuita.”

18 Iyi ndiyo kwaziso yangu ini Pauro, yandanyora neruoko rwangu.+ Rambai muchifunga nezveusungwa hwangu.+ Nyasha dzaMwari ngadzive nemi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe