RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Jesu anopfuura vapristi vakuru vepanyika (1-10)

        • Sezvakanga zvakaita Merekizedheki (6, 10)

        • Akadzidza kuteerera pamatambudziko aakasangana nawo (8)

        • Anoita kuti pave nekuponeswa nekusingaperi (9)

      • Kuyambirwa nezvekutadza kukura (11-14)

VaHebheru 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:13
  • +Re 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Jehovha Akatipa Vapristi?

    w26.09 pp. 20-21

    Upristi Hwoumambo Huchabatsira Vanhu Vose

    w12 1/15 p. 27 ndim. 8

    Zvibayiro Zvaifadza Mwari

    w00 8/15 p. 14 ndim. 11

VaHebheru 5:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neunyoro.”

  • *

    Kana kuti “vanotsauka.”

VaHebheru 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 9:7; 16:6

VaHebheru 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:1

VaHebheru 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:54
  • +Pis 2:7; Mab 13:33

VaHebheru 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 110:4

VaHebheru 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 22:44; Joh 12:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatinodzidza Pamisodzi yaJesu

    w22.01 pp. 18-19

    “Ivai Vakasvinurira Kunyengetera”

    w13 11/15 p. 7 ndim. 18

    “Vana, Teererai Vabereki Venyu”

    w07 2/15 p. 27 ndim. 15-16

    Gutsikana Nokushandisa Zvinodzidziswa neBhaibheri

    w06 6/1 p. 13

    “Kukumbira Kwenyu Ngakuziviswe Mwari”

    w06 9/1 p. 28 ndim. 10

    Ziva Jehovha Kupfurikidza Neshoko Rake

    w93 6/15 p. 18 ndim. 20

    Tsungiriro—Inokosha Nokuda kwamaKristu

    w93 9/15 pp. 13-14 ndim. 18-19

    Rudzikinuro Runowirirana Nokuda Kwavose

    w91 2/15 pp. 14-15

    Minyengetero Yaani Inopindurwa?

    w91 9/15 pp. 5-6

VaHebheru 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:39; VaF 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu “Akadzidza Kuteerera”

    w25.09 p. 32

    “Unoda Kuteerera” Here?

    w23.10 p. 11 ndim. 18

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 p. 11 ndim. 12

    “Vana, Teererai Vabereki Venyu”

    w07 2/15 pp. 26-27 ndim. 14-16

    Gutsikana Nokushandisa Zvinodzidziswa neBhaibheri

    w06 6/1 p. 13

VaHebheru 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:28
  • +Joh 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Tenda Muna Jesu”—Kungotenda Muna Jesu Ndiko Kwega Kunodiwa Kuti Munhu Aponeswe Here?

    ijwbq nyaya 169

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 p. 11 ndim. 12

    Gutsikana Nokushandisa Zvinodzidziswa neBhaibheri

    w06 6/1 p. 13

    Kudzidza Chakavanzika Chinoyera Chokuzvipira Kwoumwari

    w90 1/15 p. 17 ndim. 6

VaHebheru 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 110:4

VaHebheru 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudzidza—Kune Mubayiro uye Kunonakidza

    w00 10/1 p. 13 ndim. 2

VaHebheru 5:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “kana tichitarisa nguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 6:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 p. 25 ndim. 4

    Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira

    th p. 3

    Tinofanira Kuva Vatsvene Pane Zvose Zvatinoita

    w14 11/15 pp. 16-17 ndim. 15-16

    Ramba Uchirovedza Simba Rako Rokunzwisisa

    w10 5/15 p. 22

    Usarega Munhangemutange Youpenyu!

    w98 1/1 p. 8 ndim. 11

    Unodya Zvakanaka Mumudzimu Here?

    w97 4/15 pp. 28-29

    “Unonatsa Kururamisa Shoko Razvokwadi”

    w96 1/1 p. 29

    Ramba Uchikura Muzivo

    w93 8/15 pp. 14-16

    ‘Fambiro Mberi Yako Ngaioneke’

    w92 8/1 p. 9 ndim. 6

VaHebheru 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 pp. 10-11

    “Unonatsa Kururamisa Shoko Razvokwadi”

    w96 1/1 p. 29

VaHebheru 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchidzidzisa Hana Yako Kuti Ufadze Jehovha

    w26.11 p. 5 ndim. 10-12

    Tsigira Mutariri Wedu Jesu

    w22.07 p. 11 ndim. 11

    Zvatingaite Kana Tichifanira Kusarudza Zvekuita

    lff chidzidzo 35

    Chiramba Uri Murudo rwaMwari

    lvs chits. 17 ndim. 11-14

    Vechidiki—Magadzirira Here Kubhabhatidzwa?

    w16.03 p. 5 ndim. 5

    ‘Zvivakei Pakutenda Kwenyu Kutsvenetsvene’

    lv chits. 17 ndim. 11-14

    Sarudza Nokuchenjera

    w13 9/15 pp. 24-25

    Jehovha Anokuda—Uchafamba Sezvaari Kukurayira Here?

    w11 7/15 p. 11 ndim. 7

    Ramba Uchirovedza Simba Rako Rokunzwisisa

    w10 5/15 pp. 22-23

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 p. 9 ndim. 5

    Bvuma Simba raJehovha

    w08 6/15 pp. 19-20

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 6

    “Rambai Muchiedza Zvamuri”

    w05 7/15 pp. 23-24 ndim. 13-15

    Unogona “Kusiyanisa Zvakanaka Nezvakaipa” Here?

    w01 8/1 pp. 10-12

    Uri muKristu “Akura Zvakakwana” Here?

    w00 8/15 p. 27

    Kudzidza—Kune Mubayiro uye Kunonakidza

    w00 10/1 p. 13 ndim. 2

    Pwere—Rovedzai Masimba Enyu Okunzwisisa!

    w99 9/1 pp. 13-14 ndim. 2-6

    Usarega Munhangemutange Youpenyu!

    w98 1/1 p. 8 ndim. 11

    ‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu’

    w98 6/1 p. 11 ndim. 7

    “Unonatsa Kururamisa Shoko Razvokwadi”

    w96 1/1 pp. 29-30

    Kurarama Maererano Nemutemo waKristu

    w96 9/1 p. 22 ndim. 13

    Unofanira Kurega Hana Yako Ichiva Nhungamiro Yako Here?

    g93 7/8 p. 28

    ‘Fambiro Mberi Yako Ngaioneke’

    w92 8/1 p. 9 ndim. 8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 5:1Eks 40:13
VaH. 5:1Re 5:6
VaH. 5:3Re 9:7; 16:6
VaH. 5:4Eks 28:1
VaH. 5:5Joh 8:54
VaH. 5:5Pis 2:7; Mab 13:33
VaH. 5:6Pis 110:4
VaH. 5:7Ru 22:44; Joh 12:27
VaH. 5:8Mt 26:39; VaF 2:8
VaH. 5:9VaH 7:28
VaH. 5:9Joh 3:16
VaH. 5:10Pis 110:4
VaH. 5:12VaH 6:1
VaH. 5:13VaE 4:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 5:1-14

Tsamba kuvaHebheru

5 Nekuti mupristi mukuru wese anosarudzwa pakati pevanhu anogadzwa achivamiririra pazvinhu zvine chekuita naMwari,+ kuti ape zvipo nezvibayiro zvezvivi.+ 2 Iye anokwanisa kubata netsitsi* vanhu vasingazivi uye vanokanganisa,* sezvo iye achitarisanawo nekusava nesimba kwake, 3 uye nechikonzero ichocho anofanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake pachake sekupa kwaanoita zvibayiro zvezvivi zvevamwe vanhu.+

4 Munhu haawani kukudzwa uku nekuzvisarudzira ega, asi anongokuwana chete kana aita zvekudanwa naMwari, sezvakaitwa Aroni.+ 5 Saka Kristu haanawo kuzvipa ega kukudzwa+ kwekuva mupristi mukuru, asi akakudzwa neuya akamuudza kuti: “Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.”+ 6 Sekutaurawo kwaakamboita kuti, “Iwe uri mupristi nekusingaperi sezvakanga zvakaita Merekizedheki.”+

7 Paairarama panyika, Kristu ainyengetera achiteterera uye aikumbira achiita zvekuchema nemisodzi+ kune uya aikwanisa kumuponesa parufu, uye akanzwiwa nekuti aitya Mwari. 8 Kunyange zvazvo aiva mwanakomana, akadzidza kuteerera pamatambudziko aakasangana nawo.+ 9 Uye paakanga aitwa akakwana,+ vese vanomuteerera vaikwanisa kuponeswa nekusingaperi kuburikidza naye,+ 10 nekuti akagadzwa naMwari kuti ave mupristi mukuru sezvakanga zvakaita Merekizedheki.+

11 Tine zvakawanda zvekutaura nezvake, uye zvakaoma kuzvitsanangura, nekuti mava vanhu vakagomara pakunzwa kwenyu. 12 Nekuti iye zvino* maifanira kunge mava vadzidzisi, asi muchiri kutoda kuti mumwe munhu atange kukudzidzisai zvinhu zvekutanga+ zvemashoko matsvene aMwari, uye madzokera zvakare pakuda mukaka, kwete zvekudya zvikukutu. 13 Nekuti munhu wese anoramba achinwa mukaka haazivi shoko rekururama, nekuti mwana.+ 14 Asi zvekudya zvikukutu ndezvevanhu vakuru, vaya vanoita kuti simba ravo rekunzwisisa ridzidziswe kusiyanisa zvakanaka nezvakaipa pavanenge vachirishandisa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe