RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Kuunganidza mari yekubatsira vaKristu vekuJerusarema (1-4)

      • Nzendo dzaizoitwa naPauro (5-9)

      • Kushanya kwaTimoti naAporo (10-12)

      • Kukurudzirwa uye kwaziso (13-24)

1 VaKorinde 16:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 24:17; VaR 15:26; 2VaK 8:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Unoda Munhu Unopa Nomufaro”

    w98 11/1 pp. 24-28

1 VaKorinde 16:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’

    mwb23.11 p. 3

    Tsigira Ungano Yaunopinda Nayo

    lff chidzidzo 55 pfungwa 2-3

    VaKristu Vanofanira Kuchengeta Sabata Here?

    ijwbq nyaya 88 ndim. 17

    Uchapa Zvibayiro Zvokutsigira Umambo Here?

    w13 12/15 p. 14 ndim. 11

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 28 ndim. 1

    Vatsigiri Vokunamata Kwechokwadi—Kare uye Zvino

    w02 11/1 p. 30

    Kupa Kunounza Mufaro

    w02 12/1 p. 5

    ‘Tsaura Chimwe Chinhu’

    km 1/02 p. 7

    “Mwari Unoda Munhu Unopa Nomufaro”

    w98 11/1 pp. 24-28

    ‘Ita Shamwari Nefuma Isakarurama’

    w94 12/1 p. 17 ndim. 17

    Jehovha Anoda Vapi Vanofara

    w92 1/15 p. 17 ndim. 11

    “Zuva raShe”

    w91 4/15 p. 27

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 p. 24

1 VaKorinde 16:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 8:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tikiko—Muranda Pamwe Chete Naye Anovimbwa

    w98 7/15 p. 7

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 p. 24

1 VaKorinde 16:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tikiko—Muranda Pamwe Chete Naye Anovimbwa

    w98 7/15 p. 7

    “Muedzo Wouchokwadi Hworudo Rwedu”

    w89 12/1 p. 24

1 VaKorinde 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:21; 2VaK 1:15, 16

1 VaKorinde 16:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:2

1 VaKorinde 16:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inobva Kudare Rinodzora

    yb03 p. 3

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 46—1 VaKorinte

    si p. 210 ndim. 4

1 VaKorinde 16:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsunga Kupupura Kwazvo

    w08 12/15 p. 18 ndim. 8

    Tsamba Inobva Kudare Rinodzora

    yb03 pp. 3-5

    Kushongedzerwa Nokuda Kwebasa Roufundisi Muma 1990

    w90 12/15 p. 23

1 VaKorinde 16:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 16:1, 2
  • +VaF 2:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechiduku—Kufambira Mberi Kwenyu Ngakuonekwe

    w09 5/15 p. 14 ndim. 8

1 VaKorinde 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:24, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Aporo Muzivisi Aitaura Zvakanaka Wezvokwadi Yechikristu

    w96 10/1 p. 22

1 VaKorinde 16:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rambai makashinga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 5:6
  • +1VaK 15:58; VaF 1:27
  • +Mab 4:29
  • +VaE 6:10; VaK 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mirai Makasimba Mukutenda”

    w15 9/15 pp. 13-17

    “Rambai Makarinda”!

    w03 1/1 p. 18 ndim. 5

    Ramba Uchishumira Jehovha Nomwoyo Wakasimba

    w02 4/1 p. 15 ndim. 2-3

    Rambai Makamuka, Fambirai Mberi

    w02 4/1 pp. 27-28

    Chii Chingatibetsera Kumira Takasimba Mukutenda?

    km 2/00 p. 8

    Kubereka Vana—Kunoita Kuti Munhu Anzi Murume Here?

    g00 5/8 p. 30

    “Mirai Makasimba”—Musagumbuka

    w90 4/15 pp. 26-28

1 VaKorinde 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 13:4; 1Pe 4:8

1 VaKorinde 16:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 19-20 ndim. 18-20

1 VaKorinde 16:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:29, 30; 1VaT 5:12; 1Ti 5:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 19-20 ndim. 18-20

1 VaKorinde 16:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 19-20 ndim. 18-20

1 VaKorinde 16:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 19-20 ndim. 18-20

1 VaKorinde 16:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 16:3, 5; Fir 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ChiKristu Chinopinda muAsia Minor

    w07 8/15 p. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 16:1Mab 24:17; VaR 15:26; 2VaK 8:3, 4
1 VaK. 16:32VaK 8:19
1 VaK. 16:5Mab 19:21; 2VaK 1:15, 16
1 VaK. 16:7Mab 20:2
1 VaK. 16:8Mab 19:1
1 VaK. 16:9Mab 19:10, 11
1 VaK. 16:10Mab 16:1, 2
1 VaK. 16:10VaF 2:19, 20
1 VaK. 16:12Mab 18:24, 25
1 VaK. 16:131VaT 5:6
1 VaK. 16:131VaK 15:58; VaF 1:27
1 VaK. 16:13Mab 4:29
1 VaK. 16:13VaE 6:10; VaK 1:11
1 VaK. 16:141VaK 13:4; 1Pe 4:8
1 VaK. 16:16VaF 2:29, 30; 1VaT 5:12; 1Ti 5:17
1 VaK. 16:171VaK 1:16
1 VaK. 16:19VaR 16:3, 5; Fir 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 16:1-24

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

16 Panyaya yekuunganidza mari yekupa vatsvene,+ munogona kutevedzera zvandakati ungano dzeGaratiya dziite. 2 Pazuva rekutanga revhiki rega rega, mumwe nemumwe wenyu anofanira kuisa parutivi chimwe chinhu zvichienderana nemawaniro aanoita, kuitira kuti kuunganidza kusazoitwa kana ndasvika. 3 Asi kana ndasvika ikoko, varume vamunenge mataura mutsamba dzenyu+ kuti vakatendeka ndivo vandichatuma kuti vaende nechipo chenyu chemutsa kuJerusarema. 4 Asi kana zvichiita kuti neniwo ndiende ikoko, ndichaenda navo.

5 Asi ndichauya kwamuri pandinenge ndava kubva kuMakedhoniya, nekuti ndichapfuura nekuMakedhoniya;+ 6 uye zvimwe ndichagara kana kutopedza mwaka wechando ndiinemi, kuti muzondiperekedza kwandinenge ndichienda. 7 Nekuti iye zvino handisi kuda kungokuonai kwenguva pfupi, asi ndinotarisira kuzomboti garei nemi+ kana Jehovha* akabvumira. 8 Asi ndichambogara muEfeso+ kusvikira paMutambo wePendekosti, 9 nekuti ndakazarurirwa suo guru rebasa,+ asi vanopikisa vakawanda.

10 Kana Timoti+ asvika ikoko, musaita kuti pave nechaanotya paanenge ainemi, nekuti ari kuita basa raJehovha,*+ sezvandiri kuitawo. 11 Saka ngapasave nemunhu anomutarisira pasi. Itai kuti apfuurire nerwendo rwake murugare, kuti auye kwandiri, nekuti ini nedzimwe hama takamumirira.

12 Kana ari Aporo+ hama yedu, ndakamukurudzira zvikuru kuti auye kwamuri pamwe chete nedzimwe hama. Akanga asina kuronga kuuya iye zvino, asi achauya kana awana mukana.

13 Rambai makamuka,+ mirai makasimba mukutenda,+ rambai muchiita sevanhu vevarume,*+ ivai nesimba.+ 14 Zvese zvamunoita zviitei nerudo.+

15 Hama, ndinokukurudzirai ndichiti: Munoziva kuti imba yaStefanasi ndiyo zvibereko zvekutanga zveAkaya uye kuti vakazvipira kushumira vatsvene. 16 Saka rambai muchizviisa pasi pevanhu vakadaro uye pevanhu vese vanoita basa iri vachishanda nesimba.+ 17 Asi ndinofara nekuti Stefanasi+ naFochunato naAkaiko vari kuno, nekuti vakatsiva kusavapo kwenyu kuno. 18 Nekuti vakazorodza mweya wangu newenyu. Saka koshesai varume vakadaro.

19 Ungano dzekuEzhiya dzinokukwazisai. Akwira naPriska pamwe chete neungano iri mumba mavo+ vanokukwazisai nemwoyo wese munaShe. 20 Hama dzese dzinokukwazisai. Kwazisanai nekutsvoda kutsvene.

21 Iyi ndiyo kwaziso yangu ini Pauro, yandanyora neruoko rwangu.

22 Kana munhu asingadi Ishe, ngaatukwe. Uyai imi Ishe wedu! 23 Nyasha dzaShe Jesu ngadzive nemi. 24 Rudo rwangu ngaruve nemi mese muri pamwe naKristu Jesu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe