RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Rudo—nzira inopfuura dzese (1-13)

1 VaKorinde 13:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 6

    Jehovha ndiMwari Anotaura Nevashumiri Vake

    w15 12/15 p. 4 ndim. 1

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 28

    Batanidzwai Nomutauro Wakachena

    w91 5/1 p. 10 ndim. 2

1 VaKorinde 13:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “handibatsiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 12:8
  • +1Jo 4:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 6

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 28

    “Chikuru Pakati Pazvo Ndirwo Rudo”

    w90 11/15 p. 12 ndim. 8

1 VaKorinde 13:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 6:2
  • +2VaK 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 28

    Chii Chiri Kiyi kuchiKristu Chaichoicho?

    w91 10/1 pp. 20-21

1 VaKorinde 13:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 4:8
  • +1VaT 5:14
  • +VaR 13:10; VaE 4:32
  • +VaG 5:26
  • +1Pe 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 8-16

    Mashoko Ekuti ‘Idai Vavengi Venyu’ Anorevei?

    ijwbq nyaya 195 ndim. 10-11

    Upenyu Huchadzokera Pahwaiva Here? Bhaibheri Ringakubatsira Sei Kurarama Munyika Yachinjwa neCOVID-19?

    mrt nyaya 39 ndim. 34-35

    “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

    w14 6/15 p. 20 ndim. 15

    VaKristu Vanofanira Kuva Negodo Here?

    w02 10/15 p. 28

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 pp. 13-18

    Nzira Yorudo Haimbokundikani

    w99 2/15 pp. 19-21 ndim. 4-16

    Rudo Runokurira Godo Risina Kufanira

    w95 9/15 pp. 14-19

    Ngwarira Kuganza

    w94 9/1 p. 20

    Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri

    w93 10/15 pp. 17-22

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 pp. 28-29

    Fadza Jehovha Kupfurikidza Nokuratidza Mutsa

    w91 7/15 p. 14 ndim. 10

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 18 ndim. 13

1 VaKorinde 13:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvarwatadzirwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:13; 1VaK 14:40
  • +1VaK 10:24; VaF 2:4
  • +Mt 5:39; Jak 1:19
  • +VaE 4:32; VaK 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 17-19

    “Tichaenda Nemi”

    w16.01 pp. 22-27

    “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

    w14 6/15 pp. 20-21 ndim. 16-17

    Nei Tichiratidza Kuonga?

    w08 8/1 p. 15

    Nzira Yorudo Haimbokundikani

    w99 2/15 pp. 20-21 ndim. 9-15

    Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri

    w93 10/15 pp. 19-20 ndim. 9-12

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 29

    Kusakurira Tsika dzechiKristu Munyika Isina Tsika

    w89 6/15 p. 14 ndim. 15-16

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 19 ndim. 14

1 VaKorinde 13:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 10-20

    “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

    w14 6/15 p. 21 ndim. 17

    Zvinhu Zvitanhatu Zvinoita Kuti Munhu Abudirire

    g09.01 pp. 26-27

    Nzira Yorudo Haimbokundikani

    w99 2/15 p. 20 ndim. 11

    Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri

    w93 10/15 pp. 20-22 ndim. 13-17

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 pp. 29-30

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 19 ndim. 14

1 VaKorinde 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 4:8
  • +Mab 17:11
  • +VaR 8:25; 12:12
  • +1VaT 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 11-14

    “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

    w14 6/15 p. 21 ndim. 18

    Iva Norudo Rusingamboperi

    w09 12/15 pp. 27-28 ndim. 13-19

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Wakapesvedzerwa Nevatsoropodzi Here?

    w00 7/15 p. 23

    Nzira Yorudo Haimbokundikani

    w99 2/15 pp. 21-22 ndim. 17-18

    Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri

    w93 10/15 p. 22 ndim. 18-21

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 30

    Tsungiriro Inowana Rukundo

    w91 11/1 pp. 12-13 ndim. 17-18

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 19 ndim. 15

1 VaKorinde 13:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “harumbokundikani.”

  • *

    Kureva, zvishamiso zvekukwanisa kutaura mimwe mitauro.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rambai Muchifamba Murudo”

    cl chits. 30 ndim. 21-22

    “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

    w14 6/15 p. 21 ndim. 18

    Iva Norudo Rusingamboperi

    w09 12/15 pp. 27-28 ndim. 13-21

    Ndimi, Kutaura ne-

    rs pp. 272-273

    Kukudziridza Kwatingaita Rudo Rwechokwadi

    w03 7/1 p. 7

    Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri

    w93 10/15 p. 20 ndim. 14

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 30

    Chipo Chendimi Rutivi rwechiKristu Chechokwadi Here?

    w92 8/15 p. 5

    Kuparadzwa Kunogona Kuitwa Guhwa

    w89 10/15 p. 19 ndim. 15

1 VaKorinde 13:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 pp. 30-31

1 VaKorinde 13:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 pp. 30-31

1 VaKorinde 13:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muchina Unoshamisa Kupfuura Yose”

    g11.10 p. 5

    Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Norudo

    w07 9/1 p. 22 ndim. 5

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 31

    ‘Fambiro Mberi Yako Ngaioneke’

    w92 8/1 pp. 9-11

1 VaKorinde 13:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Waizviziva Here?

    w15 4/1 p. 15

    ‘Haiwa Mwari, Tumai Chiedza Chenyu’

    w00 3/15 p. 12 ndim. 8

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 31

1 VaKorinde 13:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 22:37; VaR 13:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvatingaita Kuti Kudanana Kwedu Kurambe Kwakasimba

    w23.11 p. 8 ndim. 1

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 p. 30 ndim. 16-17

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 3

    Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara

    fy chits. 3 ndim. 4-5

    Tevera Nzira Yakaisvonaka Yorudo

    w92 7/15 p. 31

    “Ndibetserei Pandinoda Kutenda!”

    w91 9/15 p. 19 ndim. 20

    “Chikuru Pakati Pazvo Ndirwo Rudo”

    w90 11/15 pp. 10-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 13:21VaK 12:8
1 VaK. 13:21Jo 4:20
1 VaK. 13:3Mt 6:2
1 VaK. 13:32VaK 9:7
1 VaK. 13:41Jo 4:8
1 VaK. 13:41VaT 5:14
1 VaK. 13:4VaR 13:10; VaE 4:32
1 VaK. 13:4VaG 5:26
1 VaK. 13:41Pe 5:5
1 VaK. 13:5VaR 13:13; 1VaK 14:40
1 VaK. 13:51VaK 10:24; VaF 2:4
1 VaK. 13:5Mt 5:39; Jak 1:19
1 VaK. 13:5VaE 4:32; VaK 3:13
1 VaK. 13:6VaR 12:9
1 VaK. 13:71Pe 4:8
1 VaK. 13:7Mab 17:11
1 VaK. 13:7VaR 8:25; 12:12
1 VaK. 13:71VaT 1:3
1 VaK. 13:9Zvi 4:18
1 VaK. 13:13Mt 22:37; VaR 13:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 13:1-13

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

13 Kana ndikataura nendimi dzevanhu nedzengirozi asi ndisina rudo, ndinenge ndangova sebhero riri kurira kana kuti sezviridzwa zvesimbi zviri kurovaniswa. 2 Uye kana ndiine chipo chekuprofita uye chekunzwisisa zvakavanzika zvitsvene* zvese neruzivo rwese,+ uye kana ndiine kutenda kwakakura zvekuti ndinofambisa makomo, asi ndisina rudo, hapana zvandiri.*+ 3 Uye kana ndikapa zvinhu zvangu zvese kuti ndiwanise vamwe zvekudya,+ uye kana ndikapa muviri wangu sechibayiro kuti ndizvirumbidze, asi ndisina rudo,+ hapana kana chazvinondibatsira.

4 Rudo+ rune mwoyo murefu+ uye rune mutsa.+ Rudo haruna godo.+ Haruzvikudzi, haruzvitutumadzi,+ 5 haruzvibati zvisina kufanira,+ harutsvagi zvakarunakira,+ harutsamwiswi.+ Haruchengeti chigumbu.*+ 6 Harufariri zvisina kururama,+ asi runofara nechokwadi. 7 Runoshingirira zvinhu zvese,+ runotenda zvinhu zvese,+ rune tariro pazvinhu zvese,+ runotsungirira zvinhu zvese.+

8 Rudo harumboperi.* Asi kana paine zvipo zvekuprofita, zvichabviswa; kana paine ndimi,* dzichaguma; kana ruri ruzivo ruchabviswa. 9 Nekuti tine ruzivo rusina kukwana+ uye tinoprofita zvisina kukwana, 10 asi kana zvakakwana zvavapo, zvisina kukwana zvichabviswa. 11 Pandaiva mwana, ndaitaura semwana, ndaifunga semwana, ndaiona zvinhu semwana; asi sezvo iye zvino ndava murume, ndakasiya zvinoitwa nemwana. 12 Nekuti iye zvino tinoona zvisina kunyatsojeka negirazi resimbi, asi panguva iyoyo tichaonana chiso nechiso. Iye zvino ndinoziva zvisina kukwana, asi panguva iyoyo ndichanyatsoziva sekunyatsozivikanwa kwandinoitwa ini. 13 Asi zvitatu izvi zvinoramba zviripo: kutenda, tariro, rudo; asi chikuru pane zvese rudo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe