RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Shanda nesimba kuti ukure (1-3)

      • Vaya vari kutsauka vakaroverera Mwanakomana padanda zvakare (4-8)

      • Itai kuti tariro yenyu ive yechokwadi (9-12)

      • Zvakavimbiswa naMwari zvinotoitika (13-20)

        • Vimbiso yaMwari uye mhiko hazvichinji (17, 18)

VaHebheru 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 5:12
  • +1VaK 14:20; VaE 4:13; VaH 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 pp. 9-10

    Hana Yako Ngaidzidziswe Nemitemo yaMwari Nechokwadi Chisingachinji

    w18.06 pp. 19-20

    Chiramba Uri Murudo rwaMwari

    lvs chits. 17

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 pp. 29-30

    ‘Zvivakei Pakutenda Kwenyu Kutsvenetsvene’

    lv chits. 17

    Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“zuva Guru raJehovha Rava Pedyo”

    w09 5/15 pp. 9-13

    Kubatana Mukunamata Munguva Yedu—Zvinorevei?

    wt chits. 1 ndim. 8

    Usarega Munhangemutange Youpenyu!

    w98 1/1 p. 9 ndim. 12

    Wakabatikana Mumabasa Akafa Here Kana Kuti Mubasa raJehovha?

    w92 7/1 pp. 26-29

VaHebheru 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 8:17
  • +Mt 22:31; Joh 5:28, 29; 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Shanda Nesimba Kuti Ukure’

    w24.04 p. 5

    “Ndine Tariro Kuna Mwari”

    w17.12 pp. 8-9 ndim. 1-3

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w08 9/15 p. 32

    Unoyeuka Here?

    w08 12/15 p. 30

VaHebheru 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:18; VaH 10:26

VaHebheru 6:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “emamiriro ezvinhu achauya.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

VaHebheru 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:19
  • +VaH 10:29

VaHebheru 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 10:32, 33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hapana Chinogona “Kutiparadzanisa Nerudo rwaMwari”

    cl chits. 24 ndim. 13

    Jehovha Ane Hanya Zvechokwadi Nevashumiri Vake Vakwegura

    w08 8/15 pp. 19-20

    Jehovha ndiMwari Anoonga

    w07 2/1 p. 17 ndim. 2

    Vechiduku—Jehovha Haasi Kuzokanganwa Basa Renyu!

    w03 4/15 p. 17

VaHebheru 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:3, 4
  • +VaH 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unovimba naMwari Zvakasimba Zvakadini?

    w06 1/1 p. 24 ndim. 18

    Unogona Kukurira Kusava Nechokwadi

    w04 2/1 p. 30

VaHebheru 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:11; Zva 2:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda Kwako Kwakasimba Sei?

    w03 1/15 pp. 16-17

VaHebheru 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:16

VaHebheru 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:17

VaHebheru 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:53

VaHebheru 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:29

VaHebheru 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 23:19; Tit 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso

    w23.11 p. 2 ndim. 2

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

VaHebheru 6:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinotitsigisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:3, 4
  • +Re 16:2, 12; VaH 9:7; 10:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinoita Kuti Tive Netariro Mugore ra2023?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 69

    Ita Kuti Tariro Yako Irambe Yakasimba

    w22.10 p. 25

    Zvatingaita Kuti Tirambe Tiine Mufaro Patinotsungirira Matambudziko

    w21.02 p. 30 ndim. 15

    Ndingawanepi Tariro?

    ijwbq nyaya 180

    Ndiri Kufunga Kuzviuraya—Bhaibheri Rinogona Kundibatsira Here?

    ijwbq nyaya 158 ndim. 18-20

    Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose

    w16.12 p. 26

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Ndokupi Kwaungawana Tariro Yechokwadi?

    g04 5/8 p. 20

    Kutsigirwa Netariro, Kukurudzirwa Norudo

    w99 7/15 pp. 18-20

    Tariro Inokunda Kuora Mwoyo!

    w92 7/1 p. 6

VaHebheru 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:14
  • +Pis 110:4; VaH 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w15 3/15 p. 17 ndim. 2-3

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Rambira “Muguta Routiziro” Ndokurarama!

    w95 11/15 p. 21 ndim. 18

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w93 11/15 p. 31

    Mugumo Unouya we“Bhuku reHondo dzaJehovha”

    w90 7/1 pp. 20-21 ndim. 12-13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 6:1VaH 5:12
VaH. 6:11VaK 14:20; VaE 4:13; VaH 5:14
VaH. 6:2Mab 8:17
VaH. 6:2Mt 22:31; Joh 5:28, 29; 11:25
VaH. 6:4VaE 1:18; VaH 10:26
VaH. 6:61Jo 2:19
VaH. 6:6VaH 10:29
VaH. 6:10VaH 10:32, 33
VaH. 6:111Pe 1:3, 4
VaH. 6:11VaH 3:14
VaH. 6:12VaR 12:11; Zva 2:4
VaH. 6:13Ge 22:16
VaH. 6:14Ge 22:17
VaH. 6:16Ge 31:53
VaH. 6:17VaG 3:29
VaH. 6:18Nu 23:19; Tit 1:2
VaH. 6:191Pe 1:3, 4
VaH. 6:19Re 16:2, 12; VaH 9:7; 10:19, 20
VaH. 6:20VaH 4:14
VaH. 6:20Pis 110:4; VaH 5:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 6:1-20

Tsamba kuvaHebheru

6 Saka sezvo takapfuura dzidziso yekutanga+ pamusoro paKristu, ngatishandei nesimba kuti tikure,+ tisingavakizve faundesheni, kureva kudzidzisazve nezvekupfidza pamabasa akafa uye kutenda muna Mwari, 2 kudzidzisa nezverubhabhatidzo, kuiswa kwemaoko,+ kumuka kwevakafa+ uye kutongwa kusingaperi. 3 Uye tichadaro kana Mwari abvumira.

4 Nekuti kana vari vaya vakambovhenekerwa,+ vakaravira chipo chepachena chekudenga, vakagamuchira mweya mutsvene, 5 vakaravira shoko rakanaka raMwari nemasimba enyika ichauya,* 6 asi vakazotsauka,+ hazviiti kuti vakwanise kupfidza zvivi zvavo, nekuti vanoroverera Mwanakomana waMwari padanda zvakare, vachimunyadzisa pachena.+ 7 Nekuti ivhu rinokomborerwa naMwari parinonwa mvura inogara ichinaya uye rinobva rabereka zvirimwa zvinodiwa nevaya vanoririma. 8 Asi kana rikabereka minzwa nemasora anobaya, rinorambwa uye rinenge rava pedyo nekutukwa, uye rinopedzisira rapiswa.

9 Asi kana muri imi vadiwa, tine chokwadi chekuti kwamuri kunoitika zvinhu zvakanaka, zvinhu zvine chekuita neruponeso, kunyange zvazvo tiri kutaura seizvi. 10 Nekuti Mwari haasi munhu asina kururama; saka haangakanganwi basa renyu nerudo rwamuinarwo nezita rake,+ rwamakaratidza nekushumira vatsvene uye kuramba muchivashumira kwamuri kuita. 11 Asi tinoda kuti mumwe nemumwe wenyu ashande nesimba zvakadaro, kuti muve nechivimbo chizere chetariro+ kusvikira kumagumo,+ 12 kuti musava neusimbe,+ asi kuti mutevedzere vaya vanogara nhaka yezvinhu zvakavimbiswa, vachizviwana kuburikidza nekutenda uye mwoyo murefu.

13 Nekuti Mwari paakavimbisa Abrahamu, sezvo pasina mumwe munhu mukuru kwaari waaigona kupika naye, akapika naiye pachake,+ 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti uwande.”+ 15 Saka Abrahamu paakanga aratidza mwoyo murefu, akawana vimbiso iyi. 16 Nekuti vanhu vanopika nemunhu mukuru kwavari, uye mhiko yavo inopedza nharo dzese, sezvo vachiitora sevimbiso yepamutemo.+ 17 Izvi ndizvo zvakaitwawo naMwari. Paakasarudza kunyatsoratidza vagari venhaka yevimbiso+ kuti chinangwa chake hachichinji, akazvisimbisa nemhiko, 18 kuti kuburikidza nezvinhu zviviri zvisingachinji, zvisingabviri kuti Mwari areve nhema nezvazvo,+ isu takatizira kunzvimbo yekupotera tikurudzirwe zvikuru kuti tibatisise tariro yakaiswa pamberi pedu. 19 Tine tariro+ iyi sechinhu chinotsigisa mweya,* yechokwadi uye yakasimba, uye inopinda mukati meketeni,+ 20 umo mune mumwe akatanga kupinda achitimiririra, iye Jesu,+ uyo ava mupristi mukuru nekusingaperi sezvakanga zvakaita Merekizedheki.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe