RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha, tsime rezvakanaka

        • “Jehovha ndiye nhaka yangu” (5)

        • ‘Pfungwa dzangu dzinondiruramisa usiku’ (7)

        • ‘Jehovha ari kuruoko rwangu rwerudyi’ (8)

        • “Hamuzondisiyi muGuva” (10)

Pisarema 16:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 16:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:20

Pisarema 16:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 p. 27 ndim. 16

Pisarema 16:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:63

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 pp. 26-27 ndim. 11-13

Pisarema 16:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:19; Pis 97:7; Jon 2:8
  • +Eks 23:13; Jos 23:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 pp. 27-28 ndim. 16-18

Pisarema 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:26
  • +Pis 23:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 p. 25 ndim. 7

    ‘Ona Kufadza kwaJehovha’

    w14 2/15 p. 29

Pisarema 16:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:55

Pisarema 16:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “itsvo dzangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:17
  • +Pis 17:3; 26:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 p. 26 ndim. 9

    Ziva Kuti Jehovha Ndiye Muumbi Wedu

    w16.06 p. 9 ndim. 11

    Famba Munzira Yokuvimbika

    w04 12/1 p. 14 ndim. 9

    Chirango Chinobereka Chibereko Chine Rugare

    w87 10/1 p. 15 ndim. 8

Pisarema 16:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Handizombodzedzereki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:17, 18
  • +Pis 73:23; Mab 2:25-28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

    w18.12 p. 27

    Ita Kuti Jehovha Ave Pamberi Pako Nguva Dzose

    w08 2/15 p. 3 ndim. 2-3

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 p. 30 ndim. 19

Pisarema 16:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hamuzosiyi mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “achiona kuora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:15; Mab 2:31; 3:15; Zva 1:17, 18
  • +Job 14:13, 14; Mab 13:34-37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hero Iriko Zvechokwadi Here? Shoko Rekuti Hero Rinorevei muBhaibheri?

    ijwbq nyaya 66

    Jesu Ndiye Mesiya Anotaurwa Muuprofita Here?

    ijwbq nyaya 146

    “Ndine Tariro Kuna Mwari”

    w17.12 p. 10 ndim. 10-12

    Vakawana Mesiya!

    w11 8/15 p. 16 ndim. 19

    Ndivanaani Vachamutswa?

    w05 5/1 p. 14 ndim. 9

    Kupenya Kwechiedza Munguva Dzavaapostora

    w95 5/15 p. 11 ndim. 6

Pisarema 16:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Pane chiso chenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:28
  • +Pis 21:6; Mt 5:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 16:1Pis 25:20
Pis. 16:3Pis 119:63
Pis. 16:4Dhe 8:19; Pis 97:7; Jon 2:8
Pis. 16:4Eks 23:13; Jos 23:6, 7
Pis. 16:5Pis 73:26
Pis. 16:5Pis 23:5
Pis. 16:6Pis 78:55
Pis. 16:7Isa 48:17
Pis. 16:7Pis 17:3; 26:2
Pis. 16:8Pis 139:17, 18
Pis. 16:8Pis 73:23; Mab 2:25-28
Pis. 16:10Pis 49:15; Mab 2:31; 3:15; Zva 1:17, 18
Pis. 16:10Job 14:13, 14; Mab 13:34-37
Pis. 16:11Zvi 12:28
Pis. 16:11Pis 21:6; Mt 5:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 16:1-11

Mapisarema

Miktamu* yaDhavhidhi.

16 Ndidzivirireiwo Mwari, nekuti ndakapotera kwamuri.+

 2 Ndakati kuna Jehovha: “Ndimi Jehovha, munoita kuti ndive akanaka.

 3 Uye vatsvene vari munyika,

Vaya vanokudzwa, vanoita kuti ndifare kwazvo.”+

 4 Vaya vanotevera vamwe vanamwari vanozviwedzera marwadzo.+

Handizombodururi mipiro yavo yezvinwiwa yeropa,

Uye miromo yangu haizombotauri mazita avo.+

 5 Jehovha ndiye nhaka yangu, mugove wangu,+ uye kapu yangu.+

Munochengetedza nhaka yangu.

 6 Ndakayererwa nzvimbo dzinofadza.

Ndinogutsikana nenhaka yangu.+

 7 Ndicharumbidza Jehovha, uyo akandipa zano.+

Kunyange usiku, pfungwa dzangu dzakadzama* dzinondiruramisa.+

 8 Ndinoita kuti Jehovha agare ari pamberi pangu.+

Handizombozununguswi* nekuti ari kuruoko rwangu rwerudyi.+

 9 Saka mwoyo wangu unopembera, ndinonzwa kufara.

Uye ndinogara ndakachengeteka.

10 Nekuti hamuzondisiyi* muGuva.*+

Hamuzoregi munhu wenyu akavimbika achiona gomba.*+

11 Munoita kuti ndizive gwara reupenyu.+

Pamberi penyu* pane mufaro mukuru;+

Kuruoko rwenyu rwerudyi kune mufaro nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe