RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • “Rwizi rwemvura yeupenyu” (1-5)

      • Mhedziso (6-21)

        • ‘Uya! Tora mvura yeupenyu usingatengi’ (17)

        • “Uyai Ishe Jesu” (20)

Zvakazarurwa 22:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 47:1
  • +Joh 1:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzizi Dzemakomborero Anobva Kuna Jehovha

    rr p. 204

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145 ndim. 6

    Upristi Hwoumambo Huchabatsira Vanhu Vose

    w12 1/15 p. 30 ndim. 16

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—II

    w09 2/15 p. 5 ndim. 7

    Mvura Inotubuka Kuti Ipe Upenyu Husingaperi

    w08 6/1 pp. 14-15

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 19-22

    “Anonditungamirira Kumvura Yakagadzikana”

    w02 9/15 p. 32

    Chikomborero chaJehovha pa“Nyika” Yedu

    w99 3/1 p. 22 ndim. 17-18

    “Ndibetserei Pandinoda Kutenda!”

    w91 9/15 p. 18 ndim. 17

    “Munhu Upi Noupi Anonzwa Ngaati: ‘Uya!’”

    w90 12/15 pp. 10-11 ndim. 1-3

Zvakazarurwa 22:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 47:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzizi Dzemakomborero Anobva Kuna Jehovha

    rr p. 204

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145 ndim. 6

    Jehovha Achakutsigira

    w15 12/15 p. 27 ndim. 18

    Upristi Hwoumambo Huchabatsira Vanhu Vose

    w12 1/15 p. 30 ndim. 16

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 19-26

    Chikomborero chaJehovha pa“Nyika” Yedu

    w99 3/1 p. 22 ndim. 17-18

    Nyika Isina Chivi—Sei?

    w92 11/1 p. 7

    “Ndibetserei Pandinoda Kutenda!”

    w91 9/15 p. 18 ndim. 17

Zvakazarurwa 22:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 27-28

Zvakazarurwa 22:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:8
  • +Zva 14:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 27-28

Zvakazarurwa 22:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 21:25
  • +Isa 60:19, 20; 1Jo 1:5
  • +Dha 7:18; Zva 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Upristi Hwoumambo Huchabatsira Vanhu Vose

    w12 1/15 p. 30 ndim. 18

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 29-30

Zvakazarurwa 22:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Tit 1:2
  • +2Ti 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 1

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 p. 19 ndim. 16-17

Zvakazarurwa 22:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:15; 22:20
  • +Joh 13:17; Zva 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Unofadza!

    re chits. 1 ndim. 1-2

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 1

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 p. 19 ndim. 16-18

Zvakazarurwa 22:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 2

    “Zvisungei Nepfungwa Dzinozvidukupisa”

    w99 8/1 p. 14 ndim. 18

Zvakazarurwa 22:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 4:10; Mab 10:25, 26; Zva 19:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 2

    “Zvisungei Nepfungwa Dzinozvidukupisa”

    w99 8/1 p. 14 ndim. 18

Zvakazarurwa 22:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 3-4

Zvakazarurwa 22:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 3-5

    Mwari Haanonoki Pamusoro Pezvaakapikira

    w99 6/1 p. 7

Zvakazarurwa 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:12; Isa 40:10; VaR 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu

    rs p. 372 ndim. 3-4

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 22:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “A naZ.” Arufa ndiro bhii rekutanga uye Omega ndiro rekupedzisira pamabhii emutauro wechiGiriki.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 44:6; 48:12; Zva 1:8; 21:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1949

    Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

    ijwbq nyaya 142

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Utatu

    rs p. 372 ndim. 3-4

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 22:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 1:7
  • +Zva 2:7
  • +Zva 21:10, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vanofara Vaya Vanoshumira “Mwari Anofara”

    w18.09 p. 20 ndim. 14

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 6-8

Zvakazarurwa 22:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva vaya vanoita zvinhu zvinosemesa Mwari.

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 5:19-21; VaE 5:5; Zva 21:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 11:1, 10; 53:2; Jer 23:5; 33:15; Zva 5:5
  • +Nu 24:17; Zva 2:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 9-10

    Teerera Shoko raMwari Rouprofita

    w00 4/1 p. 14 ndim. 10

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w94 8/15 p. 31

Zvakazarurwa 22:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 21:9
  • +Joh 4:14
  • +Isa 55:1; Joh 7:37; Zva 7:17; 21:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngatirambei Tichitsigira Hama dzaKristu

    w15 3/15 p. 28 ndim. 13

    Kutungamirirwa Nomudzimu waMwari Muzana Remakore Rokutanga Uye Nhasi

    w11 12/15 p. 25 ndim. 16

    “Mudzimu Nomwenga Vanoramba Vachiti: ‘Uya!’”

    w10 2/15 pp. 14-18

    Kufanorongerwa Zvichaitika Muupenyu

    rs p. 118 ndim. 1

    Mvura Inotubuka Kuti Ipe Upenyu Husingaperi

    w08 6/1 pp. 14-15

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 19-20

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 11-12

    Rusununguko Rune Mbiri Nokukurumidza Nokuda Kwavana vaMwari

    w98 2/15 p. 19

    Kukwezva—Rumbidzo Kumunhu Kana Kuti Mbiri Kuna Mwari Here?

    w98 2/15 p. 24

    Mvura Youpenyu

    w93 9/1 p. 32

    ‘Muzita Romudzimu Mutsvene’

    w92 2/1 p. 18 ndim. 18-19

    “Munhu Upi Noupi Anonzwa Ngaati: ‘Uya!’”

    w90 12/15 pp. 10-15

    “Muchinda woRugare” Anotendeukira Kuna Vari Kunze Kwesungano Itsva

    ws chits. 13

Zvakazarurwa 22:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:2; 12:32; VaG 1:8; 1Jo 4:3; 2Jo 9
  • +Zva 15:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 13-14

Zvakazarurwa 22:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 2:7
  • +Zva 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 13-14

Zvakazarurwa 22:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:11; 22:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinofanira Kutya Kuuya kwaKristu Here?

    w07 3/15 p. 3

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 15-19

    ‘Ramba Wakarimirira’

    jd chits. 12 ndim. 10

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 p. 19 ndim. 18

    Unofanira Kunyengetera kuna Jesu Here?

    w94 12/15 p. 23

Zvakazarurwa 22:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa Newe

    re chits. 44 ndim. 19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 22:1Eze 47:1
Zvak. 22:1Joh 1:29
Zvak. 22:2Eze 47:12
Zvak. 22:3Zva 3:21
Zvak. 22:4Mt 5:8
Zvak. 22:4Zva 14:1
Zvak. 22:5Zva 21:25
Zvak. 22:5Isa 60:19, 20; 1Jo 1:5
Zvak. 22:5Dha 7:18; Zva 3:21
Zvak. 22:6Tit 1:2
Zvak. 22:62Ti 3:16
Zvak. 22:7Zva 16:15; 22:20
Zvak. 22:7Joh 13:17; Zva 1:3
Zvak. 22:9Mt 4:10; Mab 10:25, 26; Zva 19:10
Zvak. 22:12Pis 62:12; Isa 40:10; VaR 2:6
Zvak. 22:13Isa 44:6; 48:12; Zva 1:8; 21:6
Zvak. 22:141Jo 1:7
Zvak. 22:14Zva 2:7
Zvak. 22:14Zva 21:10, 12
Zvak. 22:15VaG 5:19-21; VaE 5:5; Zva 21:8
Zvak. 22:16Isa 11:1, 10; 53:2; Jer 23:5; 33:15; Zva 5:5
Zvak. 22:16Nu 24:17; Zva 2:28
Zvak. 22:17Zva 21:9
Zvak. 22:17Joh 4:14
Zvak. 22:17Isa 55:1; Joh 7:37; Zva 7:17; 21:6
Zvak. 22:18Dhe 4:2; 12:32; VaG 1:8; 1Jo 4:3; 2Jo 9
Zvak. 22:18Zva 15:1
Zvak. 22:19Zva 2:7
Zvak. 22:19Zva 21:2
Zvak. 22:20Zva 3:11; 22:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 22:1-21

Bhuku raZvakazarurwa

22 Zvino yakandiratidza rwizi rwemvura yeupenyu,+ yainge yakachena sedombo rekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro cheumambo chaMwari necheGwayana+ 2 ichidzika nepakati pemugwagwa mukuru weguta racho. Mumativi erwizi rwacho maiva nemiti yeupenyu yaibereka michero ka12 pagore, ichibereka michero yayo mwedzi wega wega. Mashizha emiti yacho aiva ekurapa marudzi.+

3 Panenge pasisinazve kutukwa. Asi muguta racho muchava nechigaro cheumambo chaMwari necheGwayana,+ uye varanda vake vachamuitira basa dzvene; 4 vachaona chiso chake,+ uye zita rake richava pahuma dzavo.+ 5 Uyewo, usiku hunenge husisipo,+ uye havazodi chiedza cherambi kana chezuva, nekuti Jehovha* Mwari achavavhenekera,+ uye vachatonga semadzimambo nariini nariini.+

6 Yakati kwandiri: “Mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.+ Jehovha* Mwari uyo akafemera vaprofita+ ndiye atuma ngirozi yake kuti iratidze varanda vake zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika. 7 Inzwa! Ndiri kukurumidza kuuya.+ Anofara munhu anochengeta mashoko euprofita ari mugwaro* iri.”+

8 Ini Johani, ndini ndakanga ndichinzwa nekuona zvinhu izvi. Pandakazvinzwa uye pandakazviona, ndakapfugama pedyo netsoka dzengirozi yakanga ichindiratidza zvinhu izvi ndichida kuinamata. 9 Asi yakati kwandiri: “Aiwa! Usadaro! Ndinongovawo muranda sezvauri iwe nehama dzako vaprofita uye vaya vanochengeta mashoko ari mugwaro iri. Namata Mwari.”+

10 Yakandiudzawo kuti: “Usavanza mashoko euprofita ari mugwaro iri, nekuti nguva yakasarudzwa yava pedyo. 11 Uya asina kururama ngaarambe asina kururama, uya asina kuchena ngaarambe asina kuchena; asi akarurama ngaarambe akarurama, uye mutsvene ngaarambe ari mutsvene.

12 “‘Inzwa! Ndiri kukurumidza kuuya; mubayiro wandinopa ndinawo, uye ndichapa mumwe nemumwe zvinoenderana nebasa rake.+ 13 Ndini Arufa naOmega,*+ wekutanga newekupedzisira, mavambo nemagumo. 14 Vanofara vaya vanogeza nguo dzavo,+ kuti vave nekodzero yekuenda kumiti yeupenyu+ uye kuti vakwanise kupinda muguta nepamagedhi aro.+ 15 Kunze kune imbwa* nevaya vanoita zvemidzimu nemhombwe* nemhondi nevanonamata zvidhori nevanhu vese vanofarira nhema uye vanogara vachidzitaura.’+

16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+

17 Uye mweya nemwenga+ vanoramba vachiti, “Uya!” uye munhu wese anonzwa ngaati, “Uya!” uye munhu wese ane nyota ngaauye;+ munhu wese anoda ngaatore mvura yeupenyu asingatengi.+

18 “Ndiri kuzivisa munhu wese anonzwa mashoko euprofita ari mugwaro iri kuti: Kana munhu akawedzera pazvinhu izvi,+ Mwari achamuwedzerawo matambudziko akanyorwa mugwaro iri;+ 19 uye kana munhu akabvisa chinhu pamashoko ari mugwaro iri reuprofita, Mwari achabvisa mugove wake pazvinhu zvakanyorwa mugwaro iri. Izvi zvinoreva kuti haazomubvumiri kudya michero yemiti yeupenyu+ uye kuva muguta dzvene.+

20 “Iye ari kuzivisa zvinhu izvi anoti, ‘Chokwadi ndiri kukurumidza kuuya.’”+

“Ameni! Uyai Ishe Jesu.”

21 Nyasha dzaShe Jesu ngadzive nevatsvene.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe