RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku Dhanieri

      • ‘Nguva yekuguma’ uye painenge yapfuura (1-13)

        • Mikaeri achasimuka (1)

        • Vane njere vachapenya (3)

        • Zivo yechokwadi ichawanda (4)

        • Dhanieri achamukira mugove wake (13)

Dhanieri 12:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Ndiani Akaita saMwari?”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:13; Jud 9; Zva 12:7, 8
  • +Dha 10:21
  • +Isa 26:20; Joe 2:31, 32; Mt 24:21, 22; Zva 7:13, 14
  • +Mar 3:16; Ru 10:20; Zva 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 p. 21 ndim. 4-5

    Ndiani “Mambo Wekuchamhembe” Mazuva Ano?

    w20.05 p. 16 ndim. 17-18

    Chii Chinonzi Kutambudzika Kukuru?

    ijwbq nyaya 115

    Ngirozi Huru Inonzi Mikaeri Ndiani?

    ijwbq nyaya 121 ndim. 6

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w15 5/15 p. 30 ndim. 2

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17

    Rukundo Rwokupedzisira rwaMikaeri, Muchinda Mukuru

    w93 11/1 p. 23 ndim. 22-23

    Ndivanaani Vachapukunyuka “Nguva Yenhamo”?

    w92 5/1 pp. 14-17 ndim. 1-15

Dhanieri 12:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w22.09 p. 26 ndim. 5

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 pp. 20-25

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17

Dhanieri 12:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 pp. 20-25

    Kuonga Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari

    w16.07 p. 23 ndim. 11

    “Vakarurama Vachapenya Zvakajeka Sezuva”

    w10 3/15 p. 23 ndim. 18

    “Mudzimu Unoongorora . . . Zvinhu Zvakadzama zvaMwari”

    w10 7/15 pp. 22-23

    Pfungwa Huru Dzatinowana muBhuku raDhanieri

    w07 9/1 p. 20 ndim. 8

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17

Dhanieri 12:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachanyatsoriongorora [kureva bhuku racho.]”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:17, 26; 12:9
  • +Isa 11:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotidzidzisei nezveMunyori Waro?

    w23.02 p. 5 ndim. 12

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!

    w22.07 p. 7 ndim. 17

    “Kuita Kuti Vazhinji Vave Vakarurama”

    w22.09 p. 24

    Zvapupu zvaJehovha vaKristu Vechokwadi Here?

    lff chidzidzo 19 pfungwa 4

    Nyika Yava Kuda Kuguma Here?

    bhs chits. 9 ndim. 13

    Chokwadi Chiri muBhaibheri Chakawanikwazve Sei?

    jl chidzidzo 3

    “Ndinemi”

    w12 8/15 pp. 3-7 ndim. 2-16

    Kumutsidzirwa Kwakaitwa Tariro Yokurarama Nokusingaperi Pasi Pano

    w09 8/15 pp. 14-16

    Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here?

    bh chits. 9 ndim. 13

    Fungisisa Shoko raMwari Rouprofita Rezuva Redu

    w00 5/15 p. 11 ndim. 5-6

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 5-14

    Jehovha Anopikira Dhanieri Mubayiro Wakanaka Kwazvo

    dp chits. 18 ndim. 7

    Mambo Anomhura Nzvimbo Tsvene yaJehovha

    w93 11/1 p. 13

Dhanieri 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 15

Dhanieri 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 15

Dhanieri 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

  • *

    Kureva, nguva nhatu nehafu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 4:34; Zva 4:9; 10:6
  • +Dha 8:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 16-19

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w94 8/1 p. 31

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 pp. 9-10

Dhanieri 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:34; Mab 1:7; 1Pe 1:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 20

Dhanieri 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:17, 26; 10:14; 12:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 5

Dhanieri 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 11:35
  • +Pis 111:10; Dha 11:33; 12:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 20-23

Dhanieri 12:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:11
  • +Dha 11:31; Mk 13:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 pp. 10-11

Dhanieri 12:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anomirira nemwoyo wese.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 pp. 11-12

Dhanieri 12:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uchamuka munzvimbo yako yauchapiwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 11:24; Mab 17:31; 24:15; Zva 20:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 7 ndim. 17-18

    Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe

    w05 5/1 p. 12 ndim. 18

    Iva Nokutenda Mushoko raMwari Rouprofita!

    w00 5/15 p. 19 ndim. 18

    Jehovha Anopikira Dhanieri Mubayiro Wakanaka Kwazvo

    dp chits. 18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dhan. 12:1Dha 10:13; Jud 9; Zva 12:7, 8
Dhan. 12:1Dha 10:21
Dhan. 12:1Isa 26:20; Joe 2:31, 32; Mt 24:21, 22; Zva 7:13, 14
Dhan. 12:1Mar 3:16; Ru 10:20; Zva 3:5
Dhan. 12:4Dha 8:17, 26; 12:9
Dhan. 12:4Isa 11:9
Dhan. 12:5Dha 10:4
Dhan. 12:6Dha 10:5, 6
Dhan. 12:7Dha 4:34; Zva 4:9; 10:6
Dhan. 12:7Dha 8:24
Dhan. 12:8Ru 18:34; Mab 1:7; 1Pe 1:10, 11
Dhan. 12:9Dha 8:17, 26; 10:14; 12:4
Dhan. 12:10Dha 11:35
Dhan. 12:10Pis 111:10; Dha 11:33; 12:3
Dhan. 12:11Dha 8:11
Dhan. 12:11Dha 11:31; Mk 13:14
Dhan. 12:13Joh 11:24; Mab 17:31; 24:15; Zva 20:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Dhanieri 12:1-13

Dhanieri

12 “Nguva iyoyo Mikaeri*+ muchinda mukuru,+ uyo ari kumira achirwira vanhu vako, achasimuka. Pachava nenguva yekutambudzika isina kumbovapo kubvira pakatanga kuumbwa rudzi kusvika panguva iyoyo. Uye panguva iyoyo vanhu vako vachapukunyuka,+ ivo vanhu vese vanowanikwa vakanyorwa mubhuku.+ 2 Vazhinji vakarara muguruva renyika vachamuka; vamwe vachamuka kuti vararame nekusingaperi uye vamwe vachamuka kuti vashorwe uye vazvidzwe nekusingaperi.

3 “Vaya vane njere vachapenya sechiedza chekudenga; uye vaya vari kuita kuti vazhinji vave vakarurama vachapenya senyeredzi nariini nariini.

4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko acho, uname bhuku racho kusvika panguva yekuguma.+ Vazhinji vachamhanya-mhanya,* uye ruzivo rwechokwadi ruchawanda.”+

5 Ini Dhanieri ndakabva ndatarisa ndikaona vamwe vaviri vakanga vakamira, mumwe kune mamwe mahombekombe erukova uye mumwe kumahombekombe aiva mhiri kwerukova rwacho.+ 6 Mumwe akabva ati kumurume akanga akapfeka nguo yejira+ aiva pamusoro pemvura yerukova rwacho: “Zvichatora nguva yakareba sei kusvika pachapera kuzadziswa kwezvinhu izvi zvinoshamisa?” 7 Ndakabva ndanzwa murume akanga akapfeka nguo yejira, uyo aiva pamusoro pemvura yerukova achipindura. Akasimudza ruoko rwake rwerudyi neruoko rwake rweruboshwe mudenga akapika naiye* anoramba ari mupenyu nekusingaperi+ achiti: “Zvichaita nguva imwe chete yakasarudzwa, nedzimwe nguva dzakasarudzwa, nehafu yenguva.* Pachangopera kuputswa-putswa kwesimba revanhu vatsvene,+ zvinhu izvi zvichabva zvasvikawo pamagumo azvo.”

8 Ini ndakazvinzwa, asi handina kuzvinzwisisa;+ saka ndakati: “Nhai ishe wangu, zvinhu izvi zvichaguma nei?”

9 Akabva ati: “Enda, Dhanieri, nekuti mashoko acho anofanira kuvanzwa uye kunamwa kusvika panguva yekuguma.+ 10 Vazhinji vachazvigeza vozvichenesa uye vachanatswa.+ Vakaipa vachaita zvakaipa, uye hapana kana vakaipa vachanzwisisa; asi vaya vane njere vachanzwisisa.+

11 “Kubvira panguva inenge yabviswa chibayiro chinogara chichipiwa+ uye panenge paiswa chinhu chinonyangadza chinoparadza zvinhu zvese,+ pachava nemazuva 1 290.

12 “Anofara ndiye anoramba akamirira* uye anosvika pamazuva 1 335!

13 “Asi iwe ramba wakasimba kusvika pamagumo. Uchazorora, asi uchamukira mugove wako* pachapera mazuva acho.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe