RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Kuyambirwa nezvedzidziso dzemadhimoni (1-5)

      • Kuva mushumiri waKristu akanaka (6-10)

        • Kusimbisa muviri kuchienzaniswa nekuzvipira kuna Mwari (8)

      • Chenjerera madzidzisiro ako (11-16)

1 Timoti 4:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya unonyatsotaura.”

  • *

    ChiGir., “mweya inotsausa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 2:1, 2; 2Ti 4:3, 4; 2Pe 2:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rambai Muri Murudo rwaMwari!

    w06 11/15 p. 23 ndim. 15

    ‘Kurwa Nemasimba Emidzimu Yakaipa’

    wt chits. 8 ndim. 7-8

    Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni

    w94 4/1 pp. 9-14

    Pwere—Munoteerera Dzidziso Yaani?

    w94 5/15 pp. 15-20

    Uri Kudyira Patafura Ipi?

    w94 7/1 p. 9 ndim. 5

1 Timoti 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:29, 30; 2Ti 2:16; 2Pe 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuva Nehana Yakanaka Pamberi paMwari

    lvs chits. 2 ndim. 17

    Ungaramba Sei Uine Hana Yakanaka?

    lv chits. 2 ndim. 17

    Rambai Muri Murudo rwaMwari!

    w06 11/15 p. 23 ndim. 15

1 Timoti 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:36; 9:5
  • +VaR 14:3
  • +Ge 9:3
  • +VaR 14:17; 1VaK 10:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anorangarira Sei Kunamata kwechiKristudhomu?

    w96 7/1 pp. 6-7

    Nzwisiso Panhau

    w90 12/15 p. 21

1 Timoti 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:31
  • +Mab 10:15

1 Timoti 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muranda Akatendeka, Akangwara” Anoita Basa Rei?

    lff chidzidzo 54 pfungwa 2

    Vechiduku—Kufambira Mberi Kwenyu Ngakuonekwe

    w09 5/15 pp. 16-17 ndim. 15-17

    “Akarerwa Nemashoko Okutenda”

    km 1/05 p. 1

1 Timoti 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:20; Tit 1:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama Dzechidiki​—⁠Tevedzerai Mako naTimoti

    w25.04 p. 29 ndim. 13

    “Chengetedza Zvinhu Zvakaiswa Mumaoko Ako”

    w20.09 p. 28 ndim. 10

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 14

    “Urambe Ngano”

    w94 4/1 p. 29

1 Timoti 4:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukunda Dambudziko Rekushushikana

    g20 nha. 1 p. 11

    Kuchengeteka Munyika ine Ngozi

    w01 2/1 p. 5

    Nei Tose Tichifanira Kurumbidza Mwari?

    w97 1/1 p. 5

    Ita Dzidziso Yakanaka Mararamire Ako

    w94 6/15 pp. 18-19

    Onga Basa Rako Rinoyera

    w94 9/1 pp. 29-31

    NdiMwari Upi Waunofanira Kunamata?

    w90 12/1 pp. 6-7

1 Timoti 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 13:24
  • +Jud 25
  • +1Ti 2:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Yeuka Kuti Jehovha Ndiye “Mwari Mupenyu”

    w24.06 p. 23 ndim. 11

1 Timoti 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 13

1 Timoti 4:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakuva akachena.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama Dzechidiki​—⁠Tevedzerai Mako naTimoti

    w25.04 p. 30 ndim. 15-16

    Uri “Muenzaniso . . . Pakutaura” Here?

    w22.04 pp. 4-9

    2 Timoti 1:7—“Mwari Haana Kutipa Mweya Wokutya”

    ijwbv nyaya 24 ndim. 8

    Varume Vakagadzwa—Dzidzai Kubva Kuna Timoti

    w18.04 p. 13

    Usatonga Nezvinooneka Kunze

    w18.08 p. 11 ndim. 15

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 15

    Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe

    w09 12/15 pp. 12-15 ndim. 6-17

    Timotio—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda”

    w99 9/15 p. 31

    Iva Muenzaniso Mukutaura Nomumufambiro

    km 9/96 p. 1

1 Timoti 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:16; 1VaT 5:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Fara Nezvauri Kuitira Jehovha

    w21.08 p. 24 ndim. 17

    ‘Uya Nemipumburu, Kunyanya Iya Yematehwe’

    w11 6/15 pp. 18-19

    Shingairira Kuverenga

    be p. 26

    Dzidzisa Nokunzwisisa Nokunyengetedza

    w99 3/15 p. 20

1 Timoti 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 6:5, 6; 13:2, 3; 19:6; 2Ti 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Kusimbisa Ungano’

    bt chits. 15

    “Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

    w15 11/1 p. 14

    Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe

    w09 12/15 p. 11 ndim. 2

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 30 ndim. 11

    Timotio—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda”

    w99 9/15 p. 29

    Kukwezva—Rumbidzo Kumunhu Kana Kuti Mbiri Kuna Mwari Here?

    w98 2/15 p. 25

1 Timoti 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ucharatidza Sei Kuti Unotenda Rudzikinuro?

    w26.01 p. 23 ndim. 10

    Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe

    w09 12/15 pp. 11-12

    Kutsvaka Chinangwa chaMwari Mazuva Ano

    w07 10/1 p. 21

    Budirira—Fambira Mberi

    be pp. 74-77

    Ita Kuti Kufambira Mberi Kwako Kuonekwe

    w01 8/1 pp. 12-17

    Ndaigona Kunge Ndiri Kuita Zviri Nani Muchikoro Here?

    g98 4/8 p. 20

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 54—1 Timotio

    si p. 236 ndim. 17

    Ita Kuti Kufambira Mberi Kwako Kuoneke

    km 12/95 p. 2 ndim. 3-6

    ‘Fambiro Mberi Yako Ngaioneke’

    w92 8/1 pp. 11-12

    Kuenderera Mberi Kwako Ngakuoneke

    sg chidzidzo 38

1 Timoti 4:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 4:2
  • +1VaK 9:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    December 28, 2026–January 3, 2027

    mwb26.11 p. 15

    Usarega Kuita Zvakanaka!

    w21.10 p. 24 ndim. 2

    Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?

    lff chidzidzo 21 pfungwa 3-4

    Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kufambira Mberi Pakunamata?

    w16.08 p. 23 ndim. 14

    ‘Zviponese Iwe Nevanokuteerera’

    w00 6/1 pp. 14-19

    Ramba Uchichenjerera Kudzidzisa Kwako

    w99 3/15 pp. 10-15

    Kukwezva—Rumbidzo Kumunhu Kana Kuti Mbiri Kuna Mwari Here?

    w98 2/15 pp. 25-26

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 54—1 Timotio

    si p. 236 ndim. 17

    Ngwarira Nguva Dzose Kudzidzisa Kwako

    w88 7/15 pp. 15-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 4:12VaT 2:1, 2; 2Ti 4:3, 4; 2Pe 2:1
1 Tim. 4:2Mab 20:29, 30; 2Ti 2:16; 2Pe 2:3
1 Tim. 4:31VaK 7:36; 9:5
1 Tim. 4:3VaR 14:3
1 Tim. 4:3Ge 9:3
1 Tim. 4:3VaR 14:17; 1VaK 10:25
1 Tim. 4:4Ge 1:31
1 Tim. 4:4Mab 10:15
1 Tim. 4:62Ti 2:15
1 Tim. 4:71Ti 6:20; Tit 1:13, 14
1 Tim. 4:8Joh 17:3
1 Tim. 4:10Ru 13:24
1 Tim. 4:10Jud 25
1 Tim. 4:101Ti 2:3, 4
1 Tim. 4:13VaK 4:16; 1VaT 5:27
1 Tim. 4:14Mab 6:5, 6; 13:2, 3; 19:6; 2Ti 1:6
1 Tim. 4:162Ti 4:2
1 Tim. 4:161VaK 9:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 4:1-16

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

4 Asi shoko rakafemerwa rinonyatsotaura* zvakajeka kuti munguva inouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera kutaura kwakafemerwa kunotsausa*+ nedzidziso dzemadhimoni, 2 neunyengeri hwevanhu vanonyepa,+ vane hana dzinoita sedzakapiswa nesimbi inoisa mucherechedzo. 3 Vanorambidza vanhu kuroorana+ uye vanorambidza vanhu zvekudya+ zvakasikwa naMwari kuti zvidyiwe+ nekuonga nevaya vane kutenda+ uye vanoziva chokwadi zvakarurama. 4 Nekuti zvisikwa zvese zvaMwari zvakanaka,+ uye hapana chinofanira kurambwa+ kana chichigamuchirwa nekuonga, 5 nekuti chinoitwa kuti chive chitsvene neshoko raMwari nekuchinyengeterera.

6 Kana ukapa hama mazano aya, uchava mushumiri waKristu Jesu akanaka, akarerwa nemashoko ekutenda needzidziso yakanaka yawakanyatsotevera.+ 7 Asi ramba ngano+ dzekumhura sedziya dzinotaurwa nechembere. Asi iva nechinangwa chekuzvidzidzisa kuzvipira kuna Mwari. 8 Nekuti kusimbisa muviri kunobatsira zvishoma, asi kuzvipira kuna Mwari kunobatsira pazvinhu zvese, sezvo kuine vimbiso yeupenyu huno neupenyu huchauya.+ 9 Mashoko iwayo ndeechokwadi uye anofanira kubvumwa zvakakwana. 10 Ndokusaka tiri kushanda nesimba, tichirwisa,+ nekuti takaisa tariro yedu pana Mwari mupenyu, anova ndiye Muponesi+ wevanhu vese,+ kunyanya wevakatendeka.

11 Ramba uchirayira nekudzidzisa vanhu zvinhu izvi. 12 Usarega munhu achikutarisira pasi nekuti uri mudiki. Asi iva muenzaniso kune vakatendeka, pakutaura, pakuzvibata, parudo, pakutenda, patsika dzakachena.* 13 Ramba uchishingairira kuverenga paruzhinji,+ kukurudzira, uye kudzidzisa, kusvikira ndauya. 14 Usarega kushandisa chipo chiri mauri chawakapiwa kuburikidza neuprofita, pakaiswa maoko pauri nedare revakuru.+ 15 Fungisisa zvinhu izvi; nyura mazviri, kuti kufambira mberi kwako kunyatsoonekwa nevanhu vese. 16 Ramba uchizvichenjerera iwe pachako, nekudzidzisa kwako.+ Ramba wakashinga pakuita zvinhu izvi, nekuti kana ukadaro uchazviponesa iwe pachako, nevaya vanokuteerera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe