RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 7
  • Jehovha, Simba Redu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, Simba Redu
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha, Simba Redu
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ipapo Vachaziva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 7

RWIYO 7

Jehovha, Simba Redu

Rakaprindwa

(Isaya 12:2)

  1. 1. Jehovha wenyasha, simba redu,

    Muponesi, ndimi watinoda.

    Tiri Zvapupu zvezita renyu,

    Vanhu vanganzwa kana kuramba.

    (KORASI)

    Jehovha Dombo, nesimba redu,

    Zita renyu torizivisa.

    Jehovha imi wesimba rese,

    Tovanda kwamuri Nhare yedu.

  2. 2. Tinofadzwa nechiedza chenyu;

    Chinoratidza chokwadi chenyu.

    MuMagwaro tinonzwa mitemo;

    Tinotsigira Umambo hwenyu.

    (KORASI)

    Jehovha Dombo, nesimba redu,

    Zita renyu torizivisa.

    Jehovha imi wesimba rese,

    Tovanda kwamuri Nhare yedu.

  3. 3. Tofara kuita kuda kwenyu,

    Nyange Satani achitishora.

    Angauraya, tibatsirei

    Tishinge kusvika pamugumo.

    (KORASI)

    Jehovha Dombo, nesimba redu,

    Zita renyu torizivisa.

    Jehovha imi wesimba rese,

    Tovanda kwamuri Nhare yedu.

(Onawo 2 Sam. 22:3; Pis. 18:2; Isa. 43:12.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe