RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w98 10/1 p. 32
  • Ungada Kushanyirwa Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungada Kushanyirwa Here?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
w98 10/1 p. 32

Ungada Kushanyirwa Here?

Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufaro unobva muzivo yakarurama pamusoro paMwari, Umambo hwake, uye chinangwa chake chinoshamisa nokuda kwerudzi rwemunhu. Kana uchida mamwe mashoko kana kuti kana uchida kuti mumwe munhu akushanyire kumba kwako kuti azofunda Bhaibheri newe pachena, tapota nyorera Watch Tower, P. Bag A-6113, Avondale, Zimbabwe, kana kuti kero yakafanira yakarongwa papeji 2.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe