Peji 32
◼ Ndiani achabudiswa muhero? Ona peji 9.
◼ Jesu akafananidza rufu nechii? Ona peji 17.
◼ Matanho api maviri aungatora kuti usimbise muchato wako? Ona peji 19 ne 20.
◼ Zvapupu zvaJehovha zvinotenda kuti ndizvo chete here zvichaponeswa? Ona peji 28.
◼ Ungavaka sei kutenda kwako padombo guru? Ona peji 29.