Indekisi Ya2009 Yenyaya dzeNharireyomurindi
Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Ibenyu Kunyange Mumutauro Wakafa, 4/1
Kupona Kwarakaita, 11/1
Kuwanazve Pfuma (Codex Ephraemi Syri rescriptus), 9/1
Nei chimwe chikamu chakanyorwa nechiGiriki?, 4/1
Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Zvakazarurwa—I, 1/15
Pfungwa Huru Dzatinowana Muna Zvakazarurwa—II, 2/15
Rinobatsira, 6/1
Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 2/1, 7/1, 8/1, 11/1
Rinodiwa, 6/1
Rinosvika kuMadagascar, 12/15
Unofanira Kudzidzira chiHebheru nechiGiriki Here? 11/1
Vatican Codex, 10/1
Zvaungaita Kuti Urinzwisise, 7/1
Zvirungamutauro, 5/1
DZIMWEWO NYAYA
Adhamu naEvha, Vanhu Chaivoivo Here? 9/1
“Ameni,” 6/1
“Bhuku raJashari” Uye “Bhuku reHondo dzaJehovha,” 3/15
Aipishana Nokutya Uye Nokusava Nechokwadi (Petro), 10/1
Akadzidza Kubva Pazvikanganiso Zvake (Jona), 1/1
Akadzidza Kuva Nomutsa (Jona), 4/1
Areka yaNoa Yakawanika Here? 7/1
Areka Yesungano, 9/1
Chakaita Kuti Kuparidza kwaPauro Kuite Kuti Vapfuri Vesimbi Vamutse Bongozozo, 2/1
Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho, 3/1
Chishamiso paPendekosti, 9/1
Dhavhidhi Nemimhanzi, 12/1
Dhiyabhorosi Munhu Chaiyeiye Here? 10/1
Dzidziso Dzenhema Nhanhatu Pamusoro pechiKristu, 11/1
Goredzva Rinoverengwa Nokugara Kwemwedzi (Asia), 12/1
Hondo Inoenderana nechiKristu Here? 10/1
Jaya Raiva Nechivindi (Dhavhidhi), 1/1
Jehoashi, 4/1
Jeremiya, 12/1
Jerusarema Rakambokomberedzwa Nemapango Akapinza Here? 5/1
Josiya, 2/1
Korinde, 3/1
Kuberekwazve, 4/1
‘Kudzika Midzi Uye Kusimbiswa Panheyo’ 10/15
Kufembera kwevaIsraeri vachishandisa nyeredzi, 3/1
Kumutswa kwaRazaro, 3/1
Kunamata Bhaari Nemitambo Younzenza Husingadzoreki, 11/1
Kunamata Kwemhuri, 10/15
Kuporesa Kunoshamisa, 5/1
Kurasika Kwakaita Paradhiso, 11/1
Kuredza Hove Mugungwa reGarireya, 10/1
Kusarudza Chitendero Chakanaka, 8/1
Kutenda Kwakasimba, 5/1
Kutenda Zvakavimbiswa naMwari (Abrahamu), 7/1
Machechi Ose Anonamata Mwari Mumwe Chete Here? 6/1
“Mambo Herodhi,” 12/1
Mamishinari Aisvika Kure Zvakadini Nechokumabvazuva? 1/1
Maperembudzi Anotsanangurwa muBhaibheri, 2/1
Mhashu Ndidzo Dzainyanya Kudyiwa Here? (Mt 3:4), 10/1
Mudzimu Mutsvene, 10/1
Mugero waHezekiya, 5/1
MuIsraeri Yekare Maiva Nevanhu Vaichengeta Nyuchi Here? 7/1
“Mukuru Mukuru Wetemberi,” 10/1
Muti “Une Mashizha Asingasvavi” 3/1
Muzukuru waPauro, 6/1
Mvura, 1/1
Mwana Achiri Mudumbu Akafa Achazomutswa Here? 4/15
Pane Chikonzero Nei Pondiyo Pirato Aitya Kesari Here? 1/1
Rakabhi, 8/1
Ronga Nguva Yokudzidza Bhaibheri, 10/15
Rugare Munyika Ine Zvinetso, 7/1
Satani Akadzingwa Kudenga Rini? 5/15
Shemu, 10/1
“Tichadyeiko?” 8/1
Unotya Vakafa Here? 1/1
Upenyu Hwakafanorongwa Here, 3/1
Upenyu Hwedu Hwakafanorongwa Here? 4/1
Urimu neTumimu, 6/1
VaJudha ‘Vakaita Nokusaziva’ (Ac 3:17), 6/15
Vakapondwa Mukirasi, 12/1
“Vanakomana vaZeusi” (Ac 28:11), 3/1
Vanyori Vaishora Jesu, 8/1
Vanyori Vokutanga Vedzidziso dzechiKristu, 7/1
Varume Vanonzi vanaJakobho, 9/1
Zita Rako Rinomborevei? 2/1
Zvaakaita Zvairatidza Kungwara, (Abigail), 7/1
Zvatinodzidza Pana Zvirevo 24:27, 10/15
Zvazvaireva Kuti Munhu Akazodzwa, 8/1
Zvidzivirire Pamidzimu Yakaipa, 5/1
Zvinoita Here Kutenda Kuti Kune Musiki? 10/1
JEHOVHA
Achagumisa Kutambura Kwose! 12/1
Ane Hanya, 6/1
Anobvumidza Barika Here? 7/1
Anochinja Mafungiro Ake Here? 6/1
Anoda Kuti Tibudirire, 12/1
Anofunga Zvatinokwanisa Nezvatisingakwanisi Kuita, 6/1
Anokoshesa Vanyoro, 8/1
Anoti Tisarudze, 11/1
Anotonga Maererano Nezvakarurama, 9/1
Anotora Vana Kuti Vave Ngirozi Here? 3/1
Anotsanangura Zvaari, 5/1
Anovimbisa Kukupa Pfuma Here? 9/1
Itya Mwari Kwete Munhu, 3/1
Jehovha Anokumbirei Kwatiri? 10/1
Jesu Mumwe Chete Naye, 9/1
Kutsanya Kunokuswededza Pedyo Naye Here? 4/1
Matambudziko Kurangwa Naye Here? 6/1
Muenzaniso Mukuru Worudo, 2/1
Mutongi Anogara Achiita Zvakarurama, 1/1
Mutsvene, 7/1
Mwari Chete Ndiye Anogona Kununura Pasi, 1/1
Mwari Ndiani? 2/1
NdiBaba Venherera, 4/1
NdiJesu? 2/1, 4/1
“Ndinonyatsoziva Kurwadziwa Kwavo” (Exks 3:1-10), 3/1
Usakanganwa Jehovha, 3/15
Vatican Inorambidza Kushandiswa Kwezita Rake, 4/1
JESUS KRISTU
Anokunda Muedzo, 5/1
Chakaita Kuti Josefa Afunge Nezvokuramba Mariya, 12/1
Chii Chakaita Kuti Nguo Yake Yomukati Ifarirwe Zvikuru?, 7/1
Ichokwadi Here Kuti Vachenjeri Vatatu Vakashanyira Jesu Paaiva Mucheche? 12/1
Kuverengwa Kwevanhu Kwakaita Kuti Aberekerwe muBhetrehema, 12/1
NdiMwari Here? 4/1
Nei akadana Jehovha achiti “Abba, Baba”? 4/1
Nei Akageza Tsoka Dzevaapostora? 1/1
VaFarisi Vakanga Vakafanana “Nemakuva Akadzururwa Nevhu Jena,” 11/1
Vamwe Chete naBaba, 9/1
Zvaanotidzidzisa Nezveminyengetero Inonzwiwa naMwari, 2/1
Zvaanotidzidzisa Nezveramangwana Revanhu, 8/1
Zvaanotidzidzisa Nezveupenyu Hwemhuri, 11/1
Zvaanotidzidzisa Nezvo“mugumo,” 5/1
NYAYA DZOKUDZIDZA
Dzidzo Inobva Kuna Mwari Inokosha Kupfuura Dzidzo Yenyika, 9/15
Farira Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi, 1/15
Ita Kuti Mashoko aJesu Aumbe Unhu Hwako, 2/15
Iva Munhu Anoteerera Uye Akashinga Sezvakanga Zvakaita Kristu, 9/15
Iva Norudo Rusingamboperi, 12/15
“Ivai Norugare Nevanhu Vose” 10/15
Jehovha Akakodzera Kurumbidzwa Nesu Tose, 3/15
Jobho Akarumbidza Zita raJehovha, 4/15
Koshesa Nzvimbo Yako Muungano, 11/15
Kristu Akadzidzisa Kuti Vanhu Vachararama Nokusingaperi Pasi Pano Here? 8/15
Kufambira Mberi Kwako Ngakuonekwe, 12/15
Kufara Kunyange Mumatambudziko, 12/15
Kumutsidzirwa Kwakaitwa Tariro Yokurarama Nokusingaperi Pasi Pano, 8/15
Kunzwisisa Jesu—Dhavhidhi Mukuru Uye Soromoni Mukuru, 4/15
Kunzwisisa Mosesi Mukuru, 4/15
Kuperera Kwako Kuna Jehovha Kunofadza Mwoyo Wake, 4/15
Kuramba Tiri Shamwari Munyika Isina Rudo, 10/15
Kuratidza Tsika Dzakanaka Sevashumiri vaMwari, 11/15
Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari” 7/15
Mashoko aJesu—Kubatsira Kwaanoita Kuti Uve Nomufaro, 2/15
Maziso Ako Ngaarambe Ari Pamubayiro, 3/15
Mesiya! Nzira yaMwari Yokuponesa Vanhu, 12/15
Mhuri dzevaKristu—Tevedzerai Muenzaniso waJesu! 7/15
Minyengetero Yako Inoratidza Kuti Unonzwisisa Mashoko aJesu Here? 2/15
Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako? 11/15
“Muri Shamwari Dzangu” 10/15
Mushumiri waJehovha—‘Akabayiwa Nokuda Kwokudarika Kwedu’ 1/15
Mutariri Akatendeka neDare Rake Rinodzora, 6/15
Nei Tichifanira Kutevera “Kristu”? 5/15
Ngirozi—“Midzimu Yebasa Rinoitirwa Vanhu Vose,” 5/15
“Pisai Nomudzimu” 10/15
Ramba Uine Mafungiro Akafanana neaKristu, 9/15
“Rambai Muri Murudo rwaMwari,” 8/15
Rudo rwaKristu Runoita Kuti Tivewo Norudo, 9/15
Rudo Rwenyu Sehama Ngarwurambe Rwuchiwedzera, 11/15
Shandai Nesimba Kuti Muve Vakuru—“Zuva Guru raJehovha Rava Pedyo” 5/15
Shingairira Imba yaJehovha! 6/15
“Shingairira Mabasa Akanaka”! 6/15
“Svinurira” 3/15
Tarirai! Mushumiri waJehovha Waanofarira, 1/15
Taura Chokwadi Nomuvakidzani Wako, 6/15
Tevedzera Jesu—Dzidzisa Norudo, 7/15
Tevedzera Jesu—Paridza Noushingi, 7/15
Unokoshesa Zvakaitwa naJehovha Kuti Akununure Here? 9/15
Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari, 8/15
Uri ‘Mutariri Womutsa Usina Kukodzera Kuwanwa waMwari’ Here? 1/15
‘Uya Uve Muteveri Wangu’ 1/15
Vakarurama Vacharumbidza Mwari Nokusingaperi, 3/15
Vandudza Minyengetero Yako Nokudzidza Bhaibheri, 11/15
“Vanoramba Vachitevera Gwayana,” 2/15
Vechiduku—Kufambira Mberi Kwenyu Ngakuonekwe, 5/15
Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Uchenjeri hwaJehovha, 4/15
NYAYA DZOUPENYU
“Iyi Ndiyo Nzira. Fambai Nayo” (E. Pederson by R. Pappas), 1/15
Kufara Pasinei Nourema (P. Gaspar), 5/1
Magungano Eruwa Matatu Akachinja Upenyu Hwangu (G. Warienchuck), 10/15
Makore Makumi Mapfumbamwe Akapfuura Ndakatanga (E. Ridgwell), 7/15
Munhu Haararami Nechingwa Chete (J. Hisiger), 3/1
Ndingamuripa Neiko Jehovha? (R. Danner), 6/15
Ndinofara Pasinei Nematambudziko (E. Acosta), 6/1
‘Ngirozi yaJehovha Inodzika Musasa Ichitikomba’ (C. Connell), 3/15
Upenyu Hwangu Hwava Nechinangwa (G. Martínez), 9/15
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Bvumira Mwari Kuti Ataure Zuva Roga Roga, 8/1
‘Chitendero—Ndakazvisarudzira Kana Kuti Ndakasarudzirwa Nevabereki?’ 9/15
Hanzvadzi Inofanira Kufukidza Musoro Painenge Ichiturikira Mumutauro Wemasaini Here? 11/15
Itai, 5/15
Kana Wagumburwa, 9/1
Kubatsira Vari Kuyaruka Kuti Vakure, 5/1
Kufara Usina Kuroora Kana Kuroorwa, 6/15
Kufara Wakabatikana Mubasa raMwari, 12/15
Kupa Nomufaro Zvichibva Pamwoyo, 11/15
Kupawo Vamwe Mamwe Mabasa, 6/15
Kuranga Vana, 2/1
Kushanda Pamwe Chete Kunoita Kuti Mufambire Mberi Pakunamata, 7/15
Kushandisa Mari Zvakanaka, 8/1
Kutsanya, 4/1
Kwaunofanira Kunge Uri Pachasvika Mugumo, 5/15
Mariro, 2/15
Mariya, 1/1
Minyengetero Inonzwiwa naMwari, 2/1
Minyengetero Isingapindurwi, 1/1
Mumwe Wako Paanenge Achida Kunyatsotarisirwa, 11/1
Ndinofanira Kupa Marii? 8/1
“Nguva Yokunyarara,” 5/15
“Nzira Inopfuura Dzose” Yorudo, 7/15
Tenda Zvaunopiwa—Ipa Nomwoyo Wose, 7/15
Ungaramba Sei Uchitsungirira Muushumiri? 3/15
Unofanira Kungoti Zvaunoda Iwe Chete Zviitwe Here? 2/15
Upenyu Hwemhuri, 11/1
Usakanganwa Jehovha, 3/15
Usatsauswa, 8/15
Varume, Tevedzerai Rudo rwaKristu, 5/15
Wakamboshumira Here? 8/15
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Bheteri rokuBrooklyn—Makore 100, 5/1
Chitendero Chakabva Muchechi yeRoma Here? 11/1
Dhamu Guru Kupfuura Ose okuCentral America, 9/1
Farira Matsi Dzaunonamata Nadzo!, 11/15
Hurukuro Yavose Inokosha, 4/1
‘Jehovha Akaita Kuti Chiso Chake Chipenye Kwavari’ (matsi), 8/15
Kasikana Kane Rupo, 11/15
Kufara Uye Tariro Pasinei Nourombo, 9/1
Kunoshumira Kusina Vaparidzi voUmambo Vakawanda, 4/15, 12/15
Kunyatsotsvaka Vanhu (Ireland), 3/1
Kupedza Kudzidza KuGiriyedhi, 2/15, 9/1
Kuwana Pfuma Yakavanzwa (Estonia), 8/15
Mashoko Akanaka Mumitauro 500, 11/1
Mbeu Inosvika Kure (Tuva Republic, Russia), 7/15
Myanmar Cyclone, 3/1
Nei Zvisingashandisi Mifananidzo?, 2/1
Nzvimbo Yokudhindira Inoshamisa (Watchtower Farms, U.S.A.), 7/1
Rwendo Rwakaita Kuti Tizive Zvaimboitwa Kare (Amish in U.S.A.), 12/1
Rwendo Rwokuenda “Kunogumira Nyika” (Sakha Republic), 6/1
Ungayambukira kuMakedhoniya Here? 12/15
Unokokwa Noushamwari (kumisangano), 2/1
Zuva Rinokosha Kwazvo Munhoroondo Yevanhu, 3/1