RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 8/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 8/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

August 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

September 27, 2010–October 3, 2010

Kuratidza Kunoita Jesu Kuti Mwari Akarurama

PEJI 8

NZIYO DZICHAIMBWA: 46, 133

October 4-10, 2010

Kuponeswa Kwatinoitwa Norudzikinuro

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 62, 99

October 11-17, 2010

Ita Kuti “Mutemo Womutsa Worudo” Uchengetedze Rurimi Rwako

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 77, 79

October 18-24, 2010

Ndiani Anganunura Vaya Vari Kuchemera Kubatsirwa?

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 68, 23

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 8-16

Dzidza kuti Satani akapikisa sei Mwari. Ona kuti Jesu akatsigira uye akaratidza sei kuti uchangamire hwaJehovha hwakarurama. Fungisisa nezvekurasikirwa kwakaita Mwari neMwanakomana wake kuti chibayiro chaJesu chorudzikinuro chipiwe, uye ona kuti chinokununura sei. Pfungwa idzi dzinokurukurwa munyaya idzi.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 21-25

Dzidza chinonzi mutsa worudo uye kuti unobatsira sei rurimi rwedu. Fungisisawo nezvenzira dzingaratidzwa nadzo unhu uhwu hwaMwari pakutaura zuva nezuva.

NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 28-32

Pisarema 72 rinotipa nzwisa yoKutonga Kwemakore Ane Chiuru kweMwanakomana waMwari, Jesu Kristu. Uchakurudzirwa uye uchanyaradzwa pauchadzidza nyaya iyi wofungisisa kuti Jehovha Mwari achashandisa sei Soromoni Mukuru kununura vanhu vari kuchemera kubatsirwa.

DZIMWEWO NYAYA:

Ramba Kungoita Gundamusaira 3

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 6

Munhu Wose Ari Kukokwa! 17

Unoyeuka Here? 20

Zvakanakirei Kubata Nguva? 25

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe