RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 2/15 pp. 1-2
  • Yokudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yokudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 2/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

February 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

APRIL 2-8, 2012

Tevedzera Muenzaniso waJesu Wokurinda

PEJI 3 • NZIYO: 108, 74

APRIL 9-15, 2012

“Shinga, Usimbe Kwazvo”

PEJI 10 • NZIYO: 101, 92

APRIL 16-22, 2012

Ita Kuti Ungano Irambe Iine Mafungiro Akanaka

PEJI 18 • NZIYO: 20, 75

APRIL 23-29, 2012

Munogona Kufara Mumhuri, Kunyange Zvitendero Zvenyu Zvakasiyana

PEJI 26 • NZIYO: 76, 56

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 3-7

Nei Jesu akakurudzira vateveri vake kuti varambe vakarinda? Nyaya ino inokurukura nzira nhatu idzo Kristu akaratidza nadzo kuti ainge akarinda muupenyu hwake hwepasi pano. Panzira imwe neimwe, tichaongorora kuti tingatevedzera sei muenzaniso wake.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 10-14

Nei kudzidza nezvekuratidza ushingi kwakaita vashumira vaJehovha vanotaurwa muBhaibheri kuchigona kutibatsira? Mubvunzo uyu uchakurukurwa munyaya ino yakanyorwa nechinangwa chokutibatsira kuti tishinge.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 18-22

Mumwe nomumwe ane mafungiro aanoita. Nyaya ino inokurukura zvatingaita kuti tibatsirewo pakuita kuti muungano murambe muine mafungiro akanaka.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4 MAPEJI 26-30

VaKristu vari mumhuri dzine vamwe vasiri Zvapupu vanosangana nematambudziko zuva nezuva. Nyaya ino inokurukura zvingaitwa nevatendi kuti mumhuri muve norugare uye kuti vabatsire vasiri vatendi kugamuchira kunamata kwechokwadi.

DZIMWEWO NYAYA

8 Vakazivisa Shoko raMwari Noushingi!

15 Shanje—Dzakaita Somuchetura Kupfungwa Dzedu

23 Natani—Mutsigiri Akavimbika Wokunamata Kwakachena

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Pachiteshi chezvitima chiri muNew Delhi, kuIndia, hama dzinoparidzira vafambi vanobva kwose kwose munyika yacho. Chiteshi ichi chinoshandiswa nezvitima zvinopfuura 300 pazuva

INDIA

VAGARI VEMO

1 224 614 000

VAPARIDZI

33 182

KUWEDZERA KWEVAPARIDZI

5%

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe