Peji 32
Zvine musoro here kutenda kuti zvishamiso zvinoitika?
ONA MAPEJI 4-8.
Pane chakaipa here kuna Mwari kana munhu akasvuta fodya?
ONA PEJI 15.
Jesu akagadzwa kuva Mambo riini?
ONA MAPEJI 16-17.
Vanhu vose vakanaka vanoenda kudenga here?
ONA MAPEJI 21-23.
Ungabatsira sei mwana wako kuti ave nomutsa?
ONA MAPEJI 24-25.