RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 8/15 pp. 1-2
  • Yokudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yokudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 8/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

August 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

SEPTEMBER 24-30, 2012

“Ndinemi”

PEJI 3 • NZIYO: 65, 2

OCTOBER 1-7, 2012

Itai Sevagari vomuUmambo hwaMwari!

PEJI 11 • NZIYO: 16, 98

OCTOBER 8-14, 2012

Chenjerera Misungo yaDhiyabhorosi!

PEJI 20 • NZIYO: 61, 25

OCTOBER 15-21, 2012

Mira Wakasimba Udzivise Misungo yaSatani!

PEJI 25 • NZIYO: 32, 83

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 3-7

Uprofita hwaDhanieri hwakagara hwataura kuti “zivo yechokwadi” yaizowanda mu“nguva yokuguma.” (Dhan. 12:4) Nyaya ino inotsanangura kuzadziswa kunoshamisa kwave kuchiita uprofita uhwu. Inopawo uchapupu hwokuti Jesu ari kutsigira vaya vanoshumira Jehovha Mwari.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 11-15

Dzidza kuti vagari vomuUmambo hwaMwari ndivanaani. Nyaya iyi inokurukura zvavanotarisirwa kuti vaite. Inotaurawo maratidziro avanoita kuti vanoda zvavanonzi naJehovha vaite.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 20-29

Kakawanda Satani anonyatsovanza misungo yake achiedza kukanganisa kutenda kwedu. Nyaya idzi dzichakurukura kuzvidzivirira kwatingaita pazviteyeso zvake zvishanu zvinoti: kutadza kuzvidzora pakutaura, kutya uye kumanikidzwa kuita zvatisingadi, kunzwa mhosva zvakanyanyisa, kunyanya kuda pfuma, uye muedzo wokuita upombwe.

DZIMWEWO NYAYA

8 “Basa Renyu Richapiwa Mubayiro”

16 Musangano Wairatidza Kubatana Uye Zvirongwa Zvinofadza

30 Unoyeuka Here?

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Muparidzi woUmambo achiparidzira mufudzi munzvimbo yeBafatá kuGuinea-Bissau

GUINEA-BISSAU

VAGARI VEMO

1 515 000

VAPARIDZI

120

ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI

389

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe