RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 11/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 11/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

November 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

DECEMBER 24-30, 2012

“Ndidzidzisei Kuita Kuda Kwenyu”

PEJI 3 • NZIYO: 69, 120

DECEMBER 31, 2012–JANUARY 6, 2013

Jesu Akaratidza Muenzaniso Wokuzvininipisa

PEJI 10 • NZIYO: 84, 82

JANUARY 7-13, 2013

Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe

PEJI 15 • NZIYO: 26, 68

JANUARY 14-20, 2013

Kukanganwira kwaJehovha Kunokubatsira Sei?

PEJI 21 • NZIYO: 67, 91

JANUARY 21-27, 2013

Kanganwiranai Nomwoyo Wose

PEJI 26 • NZIYO: 77, 118

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 3-7

Mambo Dhavhidhi weIsraeri yekare airemekedza chaizvo zita raJehovha uye chinangwa chake. Ainzwisisawo chinangwa choMutemo waMwari uye akanyengetera kuti adzidziswe kuita kuda kwaMwari sezviri munyaya ino. Nyaya yacho inotibatsirawo kuona zvazvakanakira kuva nemaonero aJehovha nguva dzose.

NYAYA DZOKUDZIDZA 2, 3 MAPEJI 10-19

Sezvo vari vateveri vaJesu, vaKristu vechokwadi vanoona zvichikosha kuti vazvininipise. Nyaya yokutanga inotaura nezvemuenzaniso waJesu wokuzvininipisa kuti tibatsirwe kunyatsotevera tsoka dzake. Nyaya yechipiri inoratidza zvatingaita kuti tivavarire kuva vaduku muupenyu hwedu.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 21-30

Nyaya idzi dzichatibatsira kuti tinzwisise chido chaJehovha chokukanganwira kunyange zvivi zvakakura. Dzimwe nguva mamiriro ezvinhu anogona kuita kuti zvitiomere kukanganwira vamwe. Asi, mazano eMagwaro anogona kutibatsira kuti tikanganwire vamwe.

DZIMWEWO NYAYA

8 Zvakawanda Zvavanazvo Zvinozadzisa Kushaya Kwevamwe

20 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

[Mufananidzo uri pa 2]

KAVHA: Kuparidzira mukataundi kekumaruwa kanonzi Albarracín kari muSpain. Ungano yeTeruel ine vaparidzi 78 inoparidzira muAlbarracín uye nemamwe mataundi nemisha zvinosvika 188

SPAIN

VAGARI VEMO

47 042 900

VAPARIDZI

111 101

VAKAPINDA CHIRANGARIDZO MUNA 2012

192 942

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe