RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 March p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Misoro Midiki
  • 13 Zvaungaita Kuti Uwedzere Kubatana Kwatakaita sevaKristu
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 March p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAMAY 2-8, 2016

3 Vechidiki​—Magadzirira Here Kubhabhatidzwa?

VHIKI YAMAY 9-15, 2016

8 Vechidiki​—Mungagadzirira Sei Kuti Muzobhabhatidzwa?

Sevashumiri vaJehovha, tinofara chaizvo kuti gore negore vanhu vanenge 250 000 vanobhabhatidzwa. Vakawanda vanotora danho iri rinokosha ndevechidiki, vamwe vacho vanenge vasati vasvika pazera rokuyaruka. Chii chakavabatsira kuti vazive kuti vagadzirira kushumira Jehovha? Vakaitei kuti vagadzirire kuzobhabhatidzwa? Nyaya mbiri idzi dzichapindura mibvunzo iyi.

VHIKI YAMAY 16-22, 2016

13 Zvaungaita Kuti Uwedzere Kubatana Kwatakaita sevaKristu

Jehovha anokomborera zvatinoita patinoshanda pamwe chete takabatana. Nyaya ino ine mazano anotibatsira kuti tive vakabatana mubasa redu rokuparidza, muungano, uye mumhuri.

VHIKI YAMAY 23-29, 2016

18 Jehovha Anotungamirira Vanhu Vake Munzira Yeupenyu

Jehovha agara achitungamirira vanhu vake. Nyaya ino inoratidza kuti Mwari akaramba achipa sei vanhu vake mirayiro mitsva yaienderana nemamiriro ezvinhu anenge avapo. Tichaonawo kuti tingaratidza sei kuti tinoda kutungamirirwa naJehovha.

23 Unogona Kubatsira Muungano Yenyu Here?

26 Iva Nemafungiro Aiva Nevaprofita

29 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe