Yokudzidza
AUGUST 2017
NYAYA DZOKUDZIDZA SEPTEMBER 25–OCTOBER 22, 2017
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
NETHERLANDS
Mapiyona maviri ari kuparidza mashoko eUmambo kune mumwe murume muAmsterdam
VAPARIDZI
29 839
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
12 802
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
51 404
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.