2 SAMUERI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Dhavhidhi, mambo weJudha (1-7)
Ishi-bhosheti, mambo weIsraeri (8-11)
Kurwisana kweimba yaDhavhidhi neimba yaSauro (12-32)
3
Imba yaDhavhidhi inowedzera kuva nesimba (1)
Vanakomana vaDhavhidhi (2-5)
Abhineri anotanga kutsigira Dhavhidhi (6-21)
Joabhi anouraya Abhineri (22-30)
Dhavhidhi anochema Abhineri (31-39)
4
5
Dhavhidhi anoitwa mambo wevaIsraeri vese (1-5)
Jerusarema rinotorwa (6-16)
Dhavhidhi anokunda vaFiristiya (17-25)
6
7
Dhavhidhi haasi iye achavaka temberi (1-7)
Sungano yeumambo naDhavhidhi (8-17)
Munyengetero waDhavhidhi achitenda (18-29)
8
9
10
11
Dhavhidhi anoita upombwe naBhati-shebha (1-13)
Dhavhidhi anoronga kuti Uriya aurayiwe (14-25)
Dhavhidhi anotora Bhati-shebha kuti ave mudzimai wake (26, 27)
12
Natani anotsiura Dhavhidhi (1-15a)
Mwanakomana waBhati-shebha anofa (15b-23)
Bhati-shebha anobereka Soromoni (24, 25)
Guta revaAmoni rinonzi Rabha rinotorwa (26-31)
13
Amnoni anobata Tamari chibharo (1-22)
Absaromu anouraya Amnoni (23-33)
Absaromu anotizira kuGeshuri (34-39)
14
Joabhi nemukadzi wekuTekoa (1-17)
Dhavhidhi anoziva zvakanga zvarongwa naJoabhi (18-20)
Absaromu anobvumirwa kudzoka (21-33)
15
Absaromu anoruka zano uye anopanduka (1-12)
Dhavhidhi anotiza muJerusarema (13-30)
Ahitoferi anobatana naAbsaromu (31)
Hushai anotumwa kunovhiringidza mazano aAhitoferi (32-37)
16
Zibha anochera Mefibhosheti (1-4)
Shimei anotuka Dhavhidhi (5-14)
Absaromu anogamuchira Hushai (15-19)
Zano raAhitoferi (20-23)
17
18
19
Dhavhidhi anochema Absaromu (1-4)
Joabhi anotsiura Dhavhidhi (5-8a)
Dhavhidhi anodzokera kuJerusarema (8b-15)
Shimei anokumbira ruregerero (16-23)
Mefibhosheti anoonekwa kuti haana mhosva (24-30)
Bhazirai anokudzwa (31-40)
Madzinza anotadza kuwirirana (41-43)
20
Kupanduka kwaShebha; Joabhi anouraya Amasa (1-13)
Shebha anoteverwa uye anodimburwa musoro (14-22)
Umambo hwaDhavhidhi (23-26)
21
22
23
24
Chivi chaDhavhidhi chekuverenga vanhu (1-14)
Denda rinouraya vanhu 70 000 (15-17)
Dhavhidhi anovaka atari (18-25)