-
Genesisi 37:17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Murume wacho akati: “Vabva pano. Ndanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’” Saka Josefa akatevera vakoma vake, akavawanira kuDhotani.
-