Genesisi 37:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vakazotumira nguo yacho kuna baba vavo vakati: “Tanhonga nguo iyi. Tinokumbirawo kuti muiongorore, muone kana isiri yemwanakomana wenyu.”+
32 Vakazotumira nguo yacho kuna baba vavo vakati: “Tanhonga nguo iyi. Tinokumbirawo kuti muiongorore, muone kana isiri yemwanakomana wenyu.”+