Genesisi 37:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Vanakomana vake vese nevanasikana vake vese vakaedza kumunyaradza, asi akaramba kunyaradzwa, achiti: “Ndichapinda muGuva*+ ndichingochema mwanakomana wangu!” Baba vake vakaramba vachimuchema. Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 37:35 Nharireyomurindi,6/1/1995, pp. 7-8
35 Vanakomana vake vese nevanasikana vake vese vakaedza kumunyaradza, asi akaramba kunyaradzwa, achiti: “Ndichapinda muGuva*+ ndichingochema mwanakomana wangu!” Baba vake vakaramba vachimuchema.