Genesisi 35:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Vanakomana vaakabereka naReya vaiva Rubheni dangwe rake,+ kwouya Simiyoni, Revhi, Judha, Isakari, naZebhuroni. Genesisi 46:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ava ndivo vanakomana vaReya, vaakaberekera Jakobho muPadhani-aramu, pamwe chete nemwanasikana wake Dhina.+ Vanakomana vake nevanasikana vake vese vaiva 33.* Pisarema 127:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Onai! Vanakomana* inhaka inobva kuna Jehovha;+Vana mubayiro unobva kwaari.+
23 Vanakomana vaakabereka naReya vaiva Rubheni dangwe rake,+ kwouya Simiyoni, Revhi, Judha, Isakari, naZebhuroni.
15 Ava ndivo vanakomana vaReya, vaakaberekera Jakobho muPadhani-aramu, pamwe chete nemwanasikana wake Dhina.+ Vanakomana vake nevanasikana vake vese vaiva 33.*