Eksodho 20:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene.
11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene.