Eksodho 34:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+
15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+