Eksodho 34:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Unofanira kuchengeta Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso.+ Udye chingwa chisina mbiriso, sezvandakakurayira; ita izvi kwemazuva manomwe kana nguva yacho yasvika mumwedzi waAbhibhi,*+ nekuti wakabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.
18 “Unofanira kuchengeta Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso.+ Udye chingwa chisina mbiriso, sezvandakakurayira; ita izvi kwemazuva manomwe kana nguva yacho yasvika mumwedzi waAbhibhi,*+ nekuti wakabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.