Revhitiko 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “‘Asi kana asingagoni kuwana gwai, anofanira kuuya kuna Jehovha nenjiva mbiri kana kuti hangaiwa diki mbiri+ kuti chive chibayiro chemhosva nemhaka yechivi chaakaita, imwe iri yechibayiro chechivi uye imwe yacho iri yechibayiro chinopiswa.+ Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:7 Nharireyomurindi,6/1/2009, p. 26
7 “‘Asi kana asingagoni kuwana gwai, anofanira kuuya kuna Jehovha nenjiva mbiri kana kuti hangaiwa diki mbiri+ kuti chive chibayiro chemhosva nemhaka yechivi chaakaita, imwe iri yechibayiro chechivi uye imwe yacho iri yechibayiro chinopiswa.+