Revhitiko 20:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Munhu wese pavaIsraeri, uye mutorwa wese anogara pakati paIsraeri anopa Moreki mumwe wevana vake, anotofanira kuurayiwa.+ Vanhu vemunyika yenyu vanofanira kumutema nematombo kusvikira afa.
2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Munhu wese pavaIsraeri, uye mutorwa wese anogara pakati paIsraeri anopa Moreki mumwe wevana vake, anotofanira kuurayiwa.+ Vanhu vemunyika yenyu vanofanira kumutema nematombo kusvikira afa.