Revhitiko 22:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Munhu anobata chimwe chezvinhu izvi achava asina kuchena kusvikira manheru uye haakwanisi kudya chimwe chezvinhu zvitsvene, asi anofanira kugeza muviri wake nemvura.+
6 Munhu anobata chimwe chezvinhu izvi achava asina kuchena kusvikira manheru uye haakwanisi kudya chimwe chezvinhu zvitsvene, asi anofanira kugeza muviri wake nemvura.+